Zekaria 11

1 Zarura mikova yako, iwe Rebhanoni, kuti moto uparadze misidhari yako! 2 Ungudza, iwe muti womupaini, nokuti musidhari wawa, miti yakaisvonaka yaparadzwa! Ungudzai, imi miouki yeBhashani, nokuti dondo resango ratemwa!…

Zekaria 12

Vavengi veJerusarema vachaparadzwa Chirevo 1 Iri ndiro shoko raJehovha pamusoro peIsraeri. Jehovha, iye anotatamura matenga, anoteya nheyo dzenyika, uye anoumba mweya womunhu uri mukati make, anoti: 2 “Ndichaita kuti Jerusarema…

Zekaria 13

Kushambidzwa paZvivi 1 “Pazuva iro imba yaDhavhidhi navagari vomuJerusarema, vachadziurirwa chitubu kuti vanatswe kubva pachivi nokusachena. 2 “Pazuva iro, ndichabvisa mazita ezvifananidzo panyika, uye haangazorangarirwizve,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose!…

Zekaria 14

Jehovha anouya uye achabata ushe 1 Zuva raJehovha richauya zvawakapamba pazvichagoverwa pakati penyu. 2 Ndichaunganidza ndudzi dzose kuJerusarema kuti dzirwise; guta richatorwa, dzimba dzigopambwa, uye vakadzi vachachinyiwa. Hafu yeguta ichatapwa,…