Zekaria 1
Vanhu vanokurudzirwa kuti vadzokere kuna Jehovha 1 “Mumwedzi worusere wegore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia, mwanakomana waIdho richiti, 2 “Jehovha akatsamwira madzibaba enyu zvikuru. 3…