Zefania 1
1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Zefania, mwanakomana waKushi, mwanakomana waGedhara, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waHezekia, pamazuva okutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha richiti, Yambiro yokuuya kwokuparadzwa 2 “Ndichatsvaira zvose kubva pamusoro…