VaKorose 1
1 Pauro, mupostori waKristu Jesu nokuda kwaMwari, naTimoti hama yedu, 2 Kuhama tsvene uye dzakatendeka dziri muna Kristu paKorose: Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba ngazvive nemi. Kuvonga noKunyengetera 3…

1 Ndinoda kuti muzive kuti ndiri kurwa sei pamusoro penyu uye naavo vari paRaodhikea, navose vasina kuonana neni pachangu. 2 Vavariro yangu ndeyokuti vakurudzirwe mumwoyo uye vabatane murudo, kuitira kuti…
Mirayiro yaMararamiro Matsvene 1 Sezvo, zvino, makamutswa pamwe chete naKristu, isai mwoyo yenyu pazvinhu zviri kumusoro, uko kugere Kristu kuruoko rworudyi rwaMwari. 2 Isai pfungwa dzenyu pazvinhu zviri kumusoro, kwete…
1 Vatenzi, ipai varanda venyu zvinhu zvakanaka uye zvakaenzana, nokuti munozviziva kuti nemiwo muna vaTenzi kudenga. Kumwe Kurayira 2 Muzvipire pakunyengetera, makanyatsorinda uye muchivonga. 3 Uye mutinyengetererewo kuti Mwari azarure…