VaHebheru 11

Kutenda 1 Zvino kutenda ndiko kuva nechokwadi chezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni. 2 Nokuti izvi ndizvo zvakaita kuti vanhu vekare vapupurirwe zvakanaka. 3 Nokutenda tinonzwisisa kuti nyika yakaitwa nokurayira kwaMwari,…

VaHebheru 12

Mwari anoranga Vanakomana Vake 1 Naizvozvo nesuwo, zvatakakomberedzwa negore rezvapupu rakakura rikadai, ngatibvisei zvose zvinoremedza, nechivi chinongotinamatira nyore, uye ngatimhanyei nokutsungirira, nhangemutange yatakaisirwa. 2 Tichitarira kuna Jesu muvambi nomukwanisi wokutenda…

VaHebheru 13

Mashoko Okupedzisira 1 Rambai mune rudo pakati penyu sehama. 2 Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi. 3 Rangarirai vaya vari mutorongo somunenge makasungwa pamwe chete…