Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 1
1 Rwiyo Rukuru rwaSoromoni: 2 Ngaanditsvode hake nokutsvoda kwomuromo wake. Nokuti rudo rwako runofadza kupfuura waini. 3 Kunhuwirira kwamafuta enyu kunofadza; zita renyu rakafanana namafuta anonhuwirira adururwa. Hazvishamisi kuti mhandara…