Rute 1

Na omi naRute 1 Mumazuva okutonga kwavatongi munyika makaita nzara, uye mumwe murume aibva kuBheterehema Judha, pamwe chete nomukadzi wake navanakomana vake vaviri, akaenda kundogara munyika yeMoabhu kwechinguva. 2 Murume…

Rute 2

Naomi anosangana naBhoazi 1 Zvino Naomi aiva nehama yokumurume wake, aibva kuimba yaErimereki, murume akasimukira, zita rake richinzi Bhoazi. 2 Zvino Rute muMoabhu akati kuna Naomi, “Regai ndiende kuminda ndinonongera…

Rute 3

Rute naBhoazi paBuriro 1 Rimwe zuva Naomi, vamwene vake vakati kwaari, “Mwanasikana wangu, handingaedzi kukuwanira musha here, paungawana zvinokuriritira zvakakwana? 2 Ko, Bhoazi ane vasikana vawanga uchishanda navo haasi hama…

Rute 4

Bhoazi anowana Rute 1 Zvichakadaro, Bhoazi akakwira akaenda pasuo reguta akandogarapo. Hama yapedyo mudzikinuri uya waaireva akati asvika, Bhoazi akati kwaari, “Douya napano, shamwari yangu, ugogara pasi.” Naizvozvo akaenda akandogara…