Ruka 21

Chipo cheChirikadzi 1 Akati achitarira, Jesu akaona vapfumi vachiisa zvipo zvavo muchivigiro chepfuma chomutemberi. 2 Akaonawo chirikadzi murombo ichiisa tumari tuviri tuduku twendarira. 3 Akati kwavari, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, chirikadzi…

Ruka 22

Judhasi anopandukira Jesu 1 Zvino Mutambo weZvingwa Zvisina Mbiriso, unonzi Pasika, wakanga woswedera, 2 uye vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro vakanga vachitsvaka nzira yavangabata nayo Jesu, nokuti vakanga vachitya vanhu. 3…

Ruka 23

1 Ipapo ungano yose yakasimuka ikaenda naye kuna Pirato. 2 Uye vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu. Haabvumirani nokuripa mutero kuna Kesari uye anozviti ndiye Kristu,…

Ruka 24

Kumuka kwaJesu 1 Nomusi wokutanga wevhiki, mambakwedza, vakadzi vaya vakatora zvinonhuwira zvavakanga vagadzira vakaenda kuguva. 2 Vakawana ibwe rakungurutswa kubva paguva, 3 asi vakati vapinda, vakashayiwa mutumbi waIshe Jesu. 4…