Ruka 11
Kudzidzisa kwaJesu pamusoro poKunyengetera 1 Mumwe musi Jesu akanga achinyengetera ari pane imwe nzvimbo. Akati apedza, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Ishe, tidzidzisei kunyengetera, saJohani akadzidzisa vadzidzi vake.” 2 Iye…
Kudzidzisa kwaJesu pamusoro poKunyengetera 1 Mumwe musi Jesu akanga achinyengetera ari pane imwe nzvimbo. Akati apedza, mumwe wavadzidzi vake akati kwaari, “Ishe, tidzidzisei kunyengetera, saJohani akadzidzisa vadzidzi vake.” 2 Iye…
Jesu anorayira Vadzidzi Vake 1 Zvichakadaro, zviuru nezviuru zvakati zvaungana, zvokuti vakanga vava kutsikirirana, Jesu akatanga kutaura kuvadzidzi vake achiti, “Chenjererai mbiriso yavaFarisi, kunyengera. 2 Hakuna chinhu chakavanzika chisingazobudiswi pachena,…
Tendeukai, kana kuti muchaparara 1 Zvino panguva iyoyo vamwe vaivapo vakaudza Jesu nezvavaGarirea vakanga vavhenganisirwa ropa ravo nezvibayiro zvavo naPirato. 2 Jesu akapindura akati, “Munofunga kuti vaGarirea ava vakanga vari…
Jesu pamusha womuFarisi 1 Mumwe musi weSabata, Jesu akanga achicherechedzwa kwazvo paakanga aenda kundodya mumba momumwe muFarisi akanga achikudzwa kwazvo. 2 Pamberi pake ipapo pakanga pane munhu akanga ane chirwere…
Mufananidzo weGwai Rakarasika 1 Zvino vateresi na“vatadzi” vakanga vakaungana vose, vakamukomberedza kuti vamunzwe. 2 Asi vaFarisi navadzidzisi vomurayiro vakagunun’una vachiti, “Uyu munhu anogamuchira vatadzi uye anodya navo.” 3 Ipapo Jesu…
Mufananidzo woMutariri Asakarurama 1 Jesu akatiwo kuvadzidzi vake, “Kwakanga kuno mumwe murume mupfumi aiva nomutariri akanga achipomerwa mhosva yokuparadza pfuma yake. 2 Saka iye akamudana uye akamubvunza achiti, ‘Zviiko izvi…
Kumwe Kurayira 1 Jesu akati kuvadzidzi vake, “Zvinhu zvinoita kuti vanhu vatadze zvinototi zviuye, asi ane nhamo munhu uyo anouya nazvo. 2 Zvaiva nani kwaari kuti guyo risungirirwe pamutsipa wake…
Mufananidzo weChirikadzi Yakatsungirira 1 Ipapo Jesu akaudza vadzidzi vake mufananidzo wokuvaratidza kuti vaifanira kunyengetera nguva dzose vasingaori mwoyo. 2 Akati, “Mune rimwe guta maiva nomutongi akanga asingatyi Mwari uye asina…
Zakeo, Muteresi 1 Jesu akapinda muJeriko uye akanga achipfuura nomo. 2 Maiva nomurume ainzi Zakeo; akanga ari mukuru wavateresi uye akanga akapfuma kwazvo. 3 Akauya achida kuona Jesu kuti ndiani,…
Vanobvunza kuti simba raJesu rinobvepi 1 Nerimwe ramazuva paakanga achidzidzisa vanhu mutemberi uye achiparidza vhangeri, vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, pamwe chete navakuru, vakasvika kwaari. 2 Vakati kwaari, “Tiudzei kuti munoita…