Revhitiko 21
Mirayiro yaVaprista 1 Jehovha akati kuna Mozisi, “Taura kuvaprista vanakomana vaAroni uti kwavari: ‘Muprista haafaniri kuzvisvibisa, achiitira kunyange ani zvake pakati pavanhu vake vanofa. 2 Kunze kwehama yepedyo yakaita samai…
Mirayiro yaVaprista 1 Jehovha akati kuna Mozisi, “Taura kuvaprista vanakomana vaAroni uti kwavari: ‘Muprista haafaniri kuzvisvibisa, achiitira kunyange ani zvake pakati pavanhu vake vanofa. 2 Kunze kwehama yepedyo yakaita samai…
1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Udza Aroni navanakomana vake kuti varemekedze zvipiriso zvitsvene zvavaIsraeri zvavanditsaurira kuti varege kusvibisa zita rangu dzvene. Ndini Jehovha. 3 “Uti kwavari, ‘Kumarudzi achatevera, kana…
1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Iyi ndiyo mitambo yangu yandakatara, mitambo yakatarwa yaJehovha yamunofanira kudaidzira seungano tsvene. Sabata 3 “ ‘Pane mazuva matanhatu amunoshanda asi…
Mafuta nechingwa zvinoiswa pamberi paJehovha 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Rayira vaIsraeri kuti vauye kwauri namafuta akaisvonaka amaorivhi akasvinwa, omwenje, kuitira kuti mwenje irambe ichibvira nguva dzose. 3 Kunze…
Gore reSabata 1 Jehovha akati kuna Mozisi pagomo reSinai, 2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, nyika pachayo inofanira kucherechedza sabata kuna Jehovha. 3 Kwamakore matanhatu dyarai minda…
Mubayiro woKuteerera 1 “ ‘Musaita zvifananidzo kana kumisa chifananidzo kana ibwe rinoyera kwamuri, uye musaisa dombo rakavezwa munyika yenyu kuti mukotamire pamberi paro. Ndini Jehovha Mwari wenyu. 2 “ ‘Chengetai…
Kudzikinura zvaJehovha 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura navaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu akaita mhiko yakasarudzika yokuti akumikidze vanhu kuna Jehovha nokupa mutengo wakaenzanirana, 3 utare mutengo womunhurume ane…