Revhitiko 11

Zvokudya zvakachena nezvisina kuchena 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, 2 “Taurai kuvaIsraeri muti, ‘Pamhuka dzose dzinofamba panyika, idzi ndidzo dzamunogona kudya: 3 Munogona kudya mhuka ipi zvayo ina mahwanda,…

Revhitiko 12

Kucheneswa mushure mokubereka mwana 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Uti kuvaIsraeri, ‘Mukadzi akava napamuviri akabereka mwanakomana, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, sezvaanova asina kuchena paanoenda kumwedzi. 3 Pazuva rorusere…

Revhitiko 13

Mirayiro pamusoro pezvirwere zveganda zvinotapukira 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, 2 “Kana ani naani akazvimba kana ane tumapundu kana chivara chichena paganda rake chinogona kunge chiri chirwere chinotapukira anofanira…

Revhitiko 14

Kucheneswa paChirwere chaMaperembudzi 1 Jehovha akati kuna Mozisi: 2 “Iyi ndiyo mirayiro yomunhu ane chirwere panguva yake yokucheneswa kana auyiswa kumuprista: 3 Muprista anofanira kuenda kunze kwomusasa agomuongorora. Kana munhu…

Revhitiko 15

Kurasa Zvinhu Zvinosvibisa 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni, 2 “Taurai navaIsraeri muti kwavari, ‘Kana murume ane zvimwe zvinoerera, zvinobuda pamuviri wake, achava asina kunaka nokuda kwokuerera uku. 3 Kunyange…

Revhitiko 16

Zuva roKuyananisira 1 Jehovha akataura naMozisi mushure mokufa kwavanakomana vaAroni vaviri avo vakafa pavakaswedera kuna Jehovha. 2 Jehovha akati kuna Mozisi, “Udza mukoma wako Aroni kuti asangopinda paanodira muNzvimbo Tsvene-tsvene…

Revhitiko 17

Kudya ropa kunorambidzwa 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura kuna Aroni navanakomana vake nokuvaIsraeri vose uti kwavari, ‘Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha: 3 MuIsraeri upi zvake anobayira nzombe, gwayana kana…

Revhitiko 18

Kusangana kwomurume nomukadzi kusiri pamutemo 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari, ‘Ndini Jehovha Mwari wenyu. 3 Hamufaniri kuita sezvavanoita kuIjipiti, kwamaigara uye hamufaniri kuita sezvavanoita kuKenani,…

Revhitiko 19

Mirayiro yakasiyana-siyana 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taura kuungano yose yeIsraeri uti kwavari, ‘Ivai vatsvene nokuti ini Jehovha Mwari wenyu ndiri mutsvene. 3 “ ‘Mumwe nomumwe wenyu anofanira kuremekedza…

Revhitiko 20

Kurangwa nokuda kweZvivi 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Uti kuvaIsraeri, ‘MuIsraeri upi noupi kana mutorwa upi noupi agere muIsraeri achapa vana vake kuna Moreki anofanira kuurayiwa. Vanhu vomunyika yake…