Revhitiko 1
Mirayiro yeZvipiriso Zvinopiswa 1 Jehovha akadana Mozisi akataura naye ari muTende Rokusangana akati, 2 “Taura kuvana vaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu upi zvake pakati penyu achiuya nechipiriso kuna Jehovha ngaauye…
Mirayiro yeZvipiriso Zvinopiswa 1 Jehovha akadana Mozisi akataura naye ari muTende Rokusangana akati, 2 “Taura kuvana vaIsraeri uti kwavari, ‘Kana munhu upi zvake pakati penyu achiuya nechipiriso kuna Jehovha ngaauye…
Chipiriso cheZviyo 1 “ ‘Kana munhu achiuya kuna Jehovha nechipiriso chezviyo, chipiriso chake chinofanira kuva choupfu hwakatsetseka. Anofanira kudira mafuta pachiri agoisa zvinonhuwira pamusoro pacho, 2 agoenda nacho kuvanakomana vaAroni…
Zvipiriso zvoKuwadzana 1 “ ‘Kana chipiriso chomumwe chiri chokuwadzana, uye akapa chipfuwo, chemombe chingava chikono kana chikadzi, anofanira kuuyisa pamberi paJehovha chipfuwo chisina kuremara. 2 Anofanira kuisa ruoko rwake pamusoro…
Zvipiriso zveZvivi 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Uti kuvana veIsraeri, ‘Kana munhu upi zvake akatadza nokusaziva akaita zvisingabvumirwi pamurayiro upi zvawo waJehovha, 3 kana muprista akazodzwa, akatadza akauyisa mhosva…
1 “ ‘Kana munhu akatadza nokuti aramba kupa uchapupu iye achinzi ape uchapupu pamusoro pezvaakaona kana zvaakanzwa, achava nemhosva. 2 “ ‘Kana kuti munhu akabata zvinhu zvipi zvazvo chisina kuchena,…
1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Kana mumwe akatadza uye akasavimbika kuna Jehovha nokunyengedza muvakidzani wake pazvinhu zvaakachengeteswa, kana zvaakabatiswa kana zvakabiwa, kana kuti akamubiridzira, 3 kana kuti akawana nhumbi…
Chipiriso cheMhosva 1 “ ‘Iyi ndiyo mirayiro yechipiriso chemhosva chitsvene-tsvene. 2 Chipiriso chemhosva chinofanira kubayirwa panzvimbo panobayirwa chipiriso chinopiswa uye ropa racho rinofanira kusaswa paaritari kumativi ose. 3 Mafuta acho…
Kugadzwa kwaAroni navanakomana vake 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Uya naAroni navanakomana vake, nguo dzavo, mafuta okuzodza nawo, hando yechipiriso chechivi, makondohwe maviri nedengu rine chingwa chisina mbiriso, 3…
Vaprista vanotanga ushumiri hwavo 1 Pazuva rorusere Mozisi akadana Aroni navanakomana vake navakuru veIsraeri. 2 Akati kuna Aroni, “Tora hando diki yechipiriso chako chechivi negondohwe rechipiriso chako chinopiswa zvose zvisina…
Kufa kwaNadhabhi naAbhihu 1 Zvino Nadhabhi naAbhihu, vanakomana vaAroni vakatora, mumwe nomumwe, hadyana yake yezvinonhuwira, vakaisamo moto, vakaisawo zvinonhuwira, vakaisa moto usingabvumirwi pamberi paJehovha zvaakanga asina kuvarayira. 2 Saka naizvozvo…