Muparidzi 1

Zvose hazvina maturo 1 Mashoko oMuparidzi, mwanakomana waDhavhidhi, mambo muJerusarema: 2 Zvanzi noMuparidzi, “Hazvina maturo! Hazvina maturo! Hazvina maturo chose! Zvose hazvina maturo.” 3 Munhu achawaneiko kubva pakushanda kwake kwose…

Muparidzi 2

Kufara kuzhinji hakuna maturo 1 Ndakati mumwoyo mangu, “Uya zvino, ndichakuedza nomufaro kuti uzive chakanaka.” Asi naizvozviwo hazvina maturo. 2 Ndakati, “Kuseka upenzi, uyezve mafaro anobatsireiko?” 3 Ndakaedza kuzvifadza newaini,…

Muparidzi 3

Chimwe nechimwe chine nguva yacho 1 Chinhu chimwe nechimwe chine nguva yacho, uye basa rimwe nerimwe rine nguva yaro pasi pedenga: 2 nguva yokuberekwa nenguva yokufa, nguva yokusima nenguva yokudzura;…

Muparidzi 4

Udzvinyiriri, Kutambura, noKusava Neshamwari 1 Ndakatarirazve ndikaona udzvinyiriri hwose hwaiitika pasi pezuva: Ndakaona misodzi yavanodzvinyirirwa, uye havana munyaradzi; simba raiva kudivi ravadzvinyiriri vavo, uye havana munyaradzi. 2 Ndakati vakafa, vakanguri…

Muparidzi 5

Mira utye Mwari 1 Chenjerera rutsoka rwako kana uchienda kuimba yaMwari. Enda pedyo undonzwa pano kuti upe chibayiro chamapenzi, vasingazivi kuti vanoita zvakaipa. 2 Usakurumidza nomuromo wako, usakurumidza mumwoyo mako…

Muparidzi 6

1 Ndakaona chimwe chinhu chakaipa pasi pezuva, uye chinoremedza vanhu zvikuru: 2 Mwari anopa munhu mari nezvinhu zvakawanda uye nokukudzwa, zvokuti haana chaangashayiwa pazvinhu zvinodiwa nomwoyo wake, asi Mwari haazomutenderi…

Muparidzi 7

Uchenjeri 1 Zita rakanaka rinopfuura mafuta anonhuwira zvakanaka kwazvo, uye zuva rokufa rinopfuura zuva rokuzvarwa. 2 Zviri nani kuenda kuimba yokuchema pano kuenda kuimba yamabiko, nokuti rufu ndiwo mugumo womunhu…

Muparidzi 8

1 Ndiani akafanana nomunhu akachenjera? Ndiani anoziva tsananguro yezvinhu? Uchenjeri hunobwinyisa chiso chomunhu uye hunoshandura kuomarara kwechiso. Teerera Mambo 2 Ndinoti, teerera murayiro wamambo, nokuti wakaita mhiko pamberi paMwari. 3…

Muparidzi 9

Mugumo waVanhu Vose 1 Nokudaro ndakafunga pamusoro pezvose izvi uye ndikapedzisira nokuti vakarurama navakachenjera, nezvavanoita zviri mumaoko aMwari, asi hakuna munhu anoziva kuti rudo here kana ruvengo zvakamumirira. 2 Vose…

Muparidzi 10

1 Nhunzi dzakafa dzinonhuwisa mafuta akanaka, saizvozvowo upenzi hushoma hunorema kukunda uchenjeri nokukudzwa. 2 Mwoyo womunhu akachenjera unosimbira kurudyi, asi mwoyo webenzi unosimbira kuruboshwe. 3 Kunyange richifamba pamugwagwa, benzi rinoshayiwa…