Mika 1

1 Shoko raJehovha rakauya kuna Mika weMoresheti panguva yokutonga kwaJotamu, Ahazi naHezekia, madzimambo aJudha, chiratidzo chaakaona pamusoro peSamaria neJerusarema. 2 Inzwai, imi marudzi avanhu, imi mose, teerera, iwe nyika navose…

Mika 2

Urongwa hwoMunhu nohwaMwari 1 Vane nhamo avo vanoronga zvakaipa, avo vanoronga zvakaipa pamibhedha yavo! Pakuedza kwamangwanani vanozviita nokuti zviri musimba ravo kuzviita. 2 Vanochiva minda vagoipamba, nedzimba, uye vagodzitora. Vanobira…

Mika 3

Vatungamiri navaprofita vanotsiurwa 1 Ipapo ndakati, “Teererai imi vatungamiri vaJakobho, imi vatongi veimba yaIsraeri. Hamufaniri kuziva kururamisira here, 2 imi munovenga zvakanaka muchida zvakaipa; munofunura ganda pamapfupa; 3 munodya nyama…

Mika 4

Gomo raJehovha 1 Mumazuva okupedzisira gomo retemberi yaJehovha richasimbiswa segomo guru pakati pamakomo; richasimudzwa pamusoro pezvikomo, uye marudzi achaenda kwariri. 2 Ndudzi zhinji dzichauya dzichiti, “Uyai, handei kugomo raJehovha, kuimba…

Mika 5

Mutongi akavimbiswa kubva muBheterehema 1 Unganidza mauto ako, iwe guta ramauto, nokuti takombwa nomuvengi. Vacharova mutongi waIsraeri padama netsvimbo. 2 “Asi iwe, Bheterehema Efurata, kunyange uri muduku pakati pamarudzi aJudha,…

Mika 6

Jehovha anopa Israeri mhosva 1 Teererai zvinotaurwa naJehovha: “Simukai, taurai nyaya yenyu pamberi pamakomo; zvikomo ngazvinzwe zvamunoda kutaura. 2 Chinzwai imi makomo, kupomera kwaJehovha; teererai, imi hwaro hwenyika hunogara nokusingaperi….

Mika 7

Nhamo yeIsraeri 1 Inhamoi yandinayo! Ndafanana nouya anounganidza michero yezhizha inosara mumunda wemizambiringa pakukohwa; hapana sumbu ramazambiringa rokudya, kana maonde okutanga andinopanga. 2 Vanhu vano umwari vabviswa panyika; hapana mumwe…