Mateo 11

Jesu naJohani Mubhabhatidzi 1 Jesu akati apedza kurayira vadzidzi vake gumi navaviri, akabvapo akandodzidzisa nokuparidza mumaguta omuGarirea. 2 Zvino Johani ari mutorongo akanga anzwa mabasa aJesu, akabva atuma vadzidzi vake…

Mateo 12

Ishe weSabata 1 Panguva iyoyo Jesu akapfuura nomuminda yaiva nezviyo uri musi weSabata. Vadzidzi vake vakanga vava nenzara ndokubva vatanga kupurura hura hwezviyo zviya vachidya. 2 VaFarisi pavakazviona, vakati kwaari,…

Mateo 13

Mufananidzo woMukushi 1 Musi mumwe chetewo, Jesu akabuda mumba akandogara nechokugungwa. 2 Vanhu vazhinji vakamuunganira zvokuti akapinda mugwa akagaramo, ipapo vanhu vakamira kumahombekombe. 3 Ipapo akavaudza zvinhu zvizhinji nemifananidzo, achiti,…

Mateo 14

Johani Mubhabhatidzi anogurwa musoro 1 Panguva iyoyo mambo Herodhi akanzwa nezvaJesu 2 uye akati kuvaranda vake, “Uyu ndiJohani Mubhabhatidzi; amuka kubva kuvakafa! Ndokusaka masimba ezvishamiso achishanda maari.” 3 Zvino Herodhi…

Mateo 15

Zvinhu Zvakachena neZvisina Kuchena 1 Ipapo vanyori navaFarisi vakauya kuna Jesu vachibva kuJerusarema uye vakamubvunza vachiti, 2 “Sei vadzidzi venyu vachityora tsika dzavakuru? Havashambi maoko avo vasati vadya!” 3 Jesu…

Mateo 16

Vanokumbira Chiratidzo 1 VaFarisi navaSadhusi vakauya kuna Jesu vakamuedza nokumukumbira kuti avaratidze chiratidzo chinobva kudenga. 2 Akavapindura achiti, “Panosvika nguva yamadekwana munoti, ‘Mamiriro okunze achange akanaka nokuti denga rakatsvuka.’ 3…

Mateo 17

Kubwinya kwaJesu paGomo 1 Mushure memazuva matanhatu Jesu akatora Petro naJakhobho naJohani munun’una waJakhobho akakwira navo mugomo refu vari voga. 2 Ipapo akashanduka pamberi pavo. Chiso chake chakapenya sezuva uye…

Mateo 18

Mukuru muUmambo hwoKudenga 1 Panguva iyoyo vadzidzi vakauya kuna Jesu uye vakamubvunza vachiti, “Ndianiko mukuru pana vose muumambo hwokudenga?” 2 Akadana mwana muduku ndokumumisa pakati pavo. 3 Uye akati, “Ndinokuudzai…

Mateo 19

Kurambana 1 Jesu akati apedza kutaura zvinhu izvi, akabva kuGarirea akaenda kudunhu reJudhea mhiri kwaJorodhani. 2 Vanhu vazhinji zhinji vakamutevera uye akavaporesa ikoko. 3 Vamwe vaFarisi vakauya kwaari kuzomuedza. Vakamubvunza…

Mateo 20

Mufananidzo waVashandi muMunda weMizambiringa 1 “Nokuti umambo hwokudenga hwakafanana nomuridzi womunda akabuda mangwananingwanani kundotsvaka vanhu vokuti vazoshanda mumunda wake wemizambiringa. 2 Akabvumirana navo kuti aizovapa dhinari pazuva, ndokubva avaendesa mumunda…