Mapisarema 61
Kumutungamiri wokuimba, nomutengeranwa une hungiso. Pisarema raDhavhidhi. 1 Inzwai kuchema kwangu, imi Mwari; rerekerai nzeve yenyu kumunyengetero wangu. 2 Kubva kumigumo yenyika, ndinodanidzira kwamuri, ndinodana sezvo mwoyo wangu woziya; nditungamirirei…