Mapisarema 21

Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. 1 Haiwa Jehovha, mambo anofara musimba renyu. Mufaro wake mukuru sei pakukunda kwamunomupa! 2 Makamupa zvinodikanwa nomwoyo wake, uye hamuna kumunyima zvaikumbirwa nomuromo wake.Sera 3 Makamugamuchira…

Mapisarema 22

Kumutungamiri wokuimba. Namaimbirwo e“Nondo yamangwanani.” Pisarema raDhavhidhi. 1 Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyireiko? Sei muri kure zvakadai nokundiponesa, kure zvakadai namashoko okugomera kwangu? 2 Haiwa Mwari wangu, ndinodanidzira masikati, asi…

Mapisarema 23

Pisarema raDhavhidhi. 1 Jehovha ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashayiwa. 2 Anondivatisa pasi pamafuro manyoro, anondisesedza pamvura inozorodza, 3 anoponesa mweya wangu. Anondifambisa panzira dzakarurama nokuda kwezita rake. 4 Kunyange ndikafamba…

Mapisarema 24

Pisarema raDhavhidhi. 1 Nyika ndeyaJehovha, nezvose zviri mairi, nyika, navose vanogaramo; 2 nokuti akaiteya pamusoro pamakungwa uye akaisimbisa pamusoro pemvura zhinji. 3 Ndianiko angakwira pachikomo chaJehovha? Ndianiko angamira panzvimbo yake…

Mapisarema 25

Pisarema raDhavhidhi. 1 Jehovha, ndinosimudzira mwoyo wangu kwamuri; 2 haiwa Mwari wangu, ndinovimba nemi. Musandirega ndichinyadziswa, uye musarega vavengi vangu vachindikunda. 3 Hapana munhu ane tariro mamuri achanyadziswa, asi vachanyadziswa…

Mapisarema 26

Pisarema raDhavhidhi. 1 Nditongerei, imi Jehovha, nokuti ndakararama upenyu husina chahungapomerwa; ndakavimba naJehovha ndisingazungunuki. 2 Ndiedzei, imi Jehovha, ndinzverei, nzverai mwoyo wangu nendangariro dzangu; 3 nokuti rudo rwenyu rwuri pamberi…

Mapisarema 27

Pisarema raDhavhidhi. 1 Jehovha ndiye chiedza changu noruponeso rwangu, ndichagotya aniko? Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu, ndianiko wandingatya? 2 Vanhu vakaipa pavakauya kwandiri kuzodya nyama yangu, vavengi navadzivisi vangu pavanondirwisa,…

Mapisarema 28

Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndinodana kwamuri, imi Jehovha Dombo rangu; musandinyararira. Nokuti kana mukaramba munyerere, ini ndichaita savaya vakaburukira kugomba. 2 Inzwai kuchemera ngoni kwangu, sezvo ndichichemera rubatsiro kwamuri, sezvo ndichisimudza…

Mapisarema 29

Pisarema raDhavhidhi. 1 Ipai kuna Jehovha, imi mune simba ipai kuna Jehovha rukudzo nesimba. 2 Ipai kuna Jehovha rukudzo rwakafanira zita rake; namatai Jehovha mukubwinya kwoutsvene hwake. 3 Inzwi raJehovha…

Mapisarema 30

Pisarema. Rwiyo rwokukumikidza temberi. Pisarema raDhavhidhi. 1 Ndichakukudzai imi Jehovha, nokuti makandisimudza kubva pakadzika, uye hamuna kutendera vavengi vangu kuti vafare pamusoro pangu. 2 Haiwa Jehovha Mwari wangu, ndakachemera rubatsiro…