Kuungudza kwaJeremia 1

1 Ko, muguta zvamusisina vanhu, iro rakanga rizere navanhu! Zvarangova sechirikadzi, iro rakanga riri guru pakati pamarudzi! Iro rakanga riri mambokadzi pakati penyika, zvino rava nhapwa. 2 Rinochema zvikuru usiku,…

Kuungudza kwaJeremia 2

1 Ishe akafukidza sei Mwanasikana weZioni negore rokutsamwa kwake! Akapotsera pasi kubwinya kweIsraeri, kubva kudenga kusvika panyika; haana kurangarira chitsiko chetsoka dzake pazuva rokutsamwa kwake. 2 Ishe akamedza ugaro hwose…

Kuungudza kwaJeremia 3

1 Ndini munhu akaona kutambudzika neshamhu yehasha dzake. 2 Akandidzingira kure akaita kuti ndifambe murima panzvimbo yomuchiedza; 3 zvirokwazvo, akashandura ruoko rwake kuti rundirwise nguva nenguva, zuva rose. 4 Akasakadza…

Kuungudza kwaJeremia 4

1 Haiwa, goridhe rasviba sei, goridhe rakaisvonaka harichabwinyi sei! Matombo matsvene aparadzirwa kumusoro kwenzira imwe neimwe. 2 Haiwa vanakomana vanokosha veZioni, kare vaimbokodzera chiero chavo chegoridhe, zvino voonekwa sehari dzevhu,…

Kuungudza kwaJeremia 5

1 Rangarirai Jehovha, zvakatiwira; tarirai, mugoona kunyadziswa kwedu. 2 Nhaka yedu yakapiwa kuvatorwa, misha yedu kumabvakure. 3 Tava nherera, hatina vabereki, vanamai vedu sechirikadzi. 4 Tinofanira kutenga mvura yatinonwa; huni…