Joshua 21

Maguta avaRevhi 1 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba avaRevhi vakaenda kumuprista Ereazari, nokuna Joshua mwanakomana waNuni, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsraeri. 2 PaShiro panyika yeKenani vakati kwavari, “Jehovha akarayira kubudikidza…

Joshua 22

Marudzi oKumabvazuva anodzokera kumusha 1 Zvino Joshua akadana vaRubheni navaGadhi norudzi rwehafu rwaManase 2 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarayirwa naMozisi muranda waJehovha uye makateerera zvose zvandakakurayirai. 3 Kwenguva refu, kusvikira…

Joshua 23

Joshua anoonekana naVatungamiri 1 Zvino mazuva mazhinji akati apfuura uye Jehovha akanga azorodza vaIsraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, Joshua akanga akwegura kwazvo ava namakore mazhinji panguva iyoyo. 2 Akadana…

Joshua 24

Sungano inovandudzwa paShekemu 1 Ipapo Joshua akaunganidza marudzi ose aIsraeri paShekemu. Akadana vakuru vavaIsraeri, vatungamiri, vatongi, navatariri vavo vakazviisa pamberi paMwari. 2 Joshua akati kuvanhu vose, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri:…