Joshua 11

Madzimambo oKumusoro anokundwa 1 Zvino Jabhini mambo weHazori akati anzwa pamusoro paizvozvi, akatumira shoko kuna Jobhabhi mambo weMadhoni, nokuna madzimambo eShimuroni neAkishafi, 2 uye nokumadzimambo okumusoro aigara mumakomo, muArabha zasi…

Joshua 12

Madzimambo akakundwa 1 Aya ndiwo madzimambo enyika iyoyo akakundwa navaIsraeri uye nenyika yavo yavakatora kumabvazuva eJorodhani, kubva kuMupata weAnoni kusvikira kuGomo reHemoni, zvichisanganisira divi rose rokumabvazuva eArabha: 2 Sihoni mambo…

Joshua 13

Nyika yakanga isati yatorwa 1 Joshua akati akwegura ava namakore mazhinji kwazvo, Jehovha akati kwaari, “Wakwegura kwazvo, uye kuchine nzvimbo zhinji dzinofanira kutorwa. 2 “Iyi ndiyo nyika yasara: nyika dzose…

Joshua 14

Kuganhurwa kweNyika yokuMavirira kweJorodhani 1 Zvino idzi ndidzo nzvimbo dzakagamuchirwa navana vaIsraeri senhaka munyika yeKenani, dzavakagoverwa nomuprista Ereazari, naJoshua mwanakomana waNuni, navakuru vedzimba dzamadzibaba amarudzi avana vaIsraeri. 2 Nhaka yavo…

Joshua 15

Mugove waJudha 1 Nzvimbo yakapiwa rudzi rwaJudha, imba neimba, yaisvika kunyika yeEdhomu kuGwenga reZini zasi kumagumo chaiko. 2 Muganhu wavo wezasi waitangira pamuganhu weGungwa roMunyu, 3 uchiyambukira zasi kwoMupata weChinyavada…

Joshua 16

Mugove waEfuremu naManase 1 Mugove waJosefa waitangira paJorodhani paJeriko kumabvazuva kwemvura zhinji yeJeriko, ndokukwira uchibva ikoko nomugwenga uchienda kunyika yezvikomo yeBheteri. 2 Waienderera mberi uchibva paBheteri (iro Ruzi), ndokuyambukira kunyika…

Joshua 17

1 Uyu ndiwo mugove worudzi rwaManase sedangwe raJosefa, ndiko kuti mugove waMakiri dangwe raManase. Makiri ndiye akanga ari tateguru wavaGireadhi, uye akanga apiwa Gireadhi neBhashani nokuti vaMakiri vakanga vari varwi…

Joshua 18

Kuganhurwa kweNyika Yakasara 1 Ungano yose yavaIsraeri yakaungana paShiro vakadzikapo Tende Rokusangana. Nyika yakanga yava pasi pavo, 2 Asi kwakanga kwasara marudzi manomwe avaIsraeri akanga asati agoverwa nhaka yawo. 3…

Joshua 19

Mugove waSimeoni 1 Mugove wechipiri wakapiwa kuna Simeoni, imba neimba. Nhaka yavo yakanga iri pakati penyika yavaJudha. 2 Nhaka yavo yaisanganisira: Bheerishebha (kana kuti Shebha), 3 Hazari Shuari, Bhara, Ezemi,…

Joshua 20

Maguta oUtiziro 1 Ipapo Jehovha akataura naJoshua akati, 2 “Udza vana vaIsraeri kuti vatsaure maguta outiziro, sezvandakarayira kubudikidza naMozisi, 3 kuitira kuti ani naani anouraya munhu netsaona uye asina kuita…