Jona 1

Jona anotiza kubva pamberi paJehovha 1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Jona mwanakomana waAmitai, richiti, 2 “Enda kuguta guru reNinevhe undoriparidzira, nokuti kuipa kwaro kwasvika pamberi pangu.” 3 Asi Jona akatiza…

Jona 2

Munyengetero waJona 1 Kubva mudumbu rehove Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake. 2 Akati: “Mudambudziko rangu ndakadana kuna Jehovha, iye akandipindura. Kubva mukati meguva ndakadanidzira kuti ndibatsirwe, uye imi makanzwa…

Jona 3

Jona anoenda kuNinevhe 1 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kuna Jona kechipiri richiti, 2 “Enda kuguta reNinevhe undoriparidzira shoko randinokupa.” 3 Jona akateerera shoko raJehovha akaenda kuNinevhe. Zvino Ninevhe raiva guta…

Jona 4

Kutsamwa kwaJona nokuda kwetsitsi dzaJehovha 1 Asi Jona haana kufadzwa nazvo uye akatsamwa. 2 Akanyengetera kuna Jehovha akati, “Imi Jehovha, izvi hazvisizvo here zvandakataura ndiri kunyika yangu? Ndokusaka ndakakurumidza kutiza…