Johani 1

Shoko rakava Nyama 1 Pakutanga Shoko rakanga riripo, uye Shoko rakanga riri kuna Mwari, uye Shoko rakanga riri Mwari. 2 Iye aiva kuna Mwari kubva pakutanga. 3 Zvinhu zvose zvakaitwa…

Johani 2

Jesu anoshandura Mvura ichiva Waini 1 Pazuva rechitatu muchato wokuwana wakaitwa paKana yomuGarirea. Mai vaJesu vaivapo, 2 uye Jesu navadzidzi vake vakanga vakokwawo kumuchato uyu. 3 Waini yakati yapera, mai…

Johani 3

Jesu anodzidzisa Nikodhimo 1 Zvino kwakanga kuno mumwe murume weboka ravaFarisi ainzi Nikodhimo, nhengo yedare ravaJudha raitonga. 2 Akauya kuna Jesu usiku akati, “Rabhi, tinoziva kuti muri mudzidzisi akabva kuna…

Johani 4

Jesu anotaura noMukadzi weSamaria 1 VaFarisi vakanzwa kuti Jesu akanga achiteverwa navanhu vazhinji uye achibhabhatidza vadzidzi vakawanda kupfuura Johani, 2 kunyange zvake akanga asiri Jesu aibhabhatidza, asi vadzidzi vake. 3…

Johani 5

Kuporeswa kwoMunhu paDziva reBhetesdha 1 Shure kwaizvozvo, Jesu akakwira kuJerusarema kumutambo wavaJudha. 2 Zvino muJerusarema mune dziva riri pedyo neSuo raMakwai, rinonzi Bhetesdha nechiHebheru, uye rakapoteredzwa namabiravira mashanu. 3 Imomo…

Johani 6

Vanhu zviuru zvishanu vanopiwa zvokudya naJesu 1 Shure kwaizvozvi, Jesu akayambuka akaenda mhiri kumahombekombe eGungwa reGarirea (ndiro Gungwa reTibheriasi), 2 uye vazhinji zhinji vakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakanga aita…

Johani 7

Jesu anoenda kuMutambo waMatumba 1 Shure kwaizvozvo, Jesu akafamba muGarirea, asingadi kuenda kuJudhea nokuti vaJudha vaikoko vakanga vachitsvaka kumuuraya. 2 Asi Mutambo waMatumba wavaJudha wakati wava pedyo, 3 vanun’una vaJesu…

Johani 8

1 Asi Jesu akaenda kuGomo reMiorivhi. 2 Panguva dzamambakwedza akazviratidzazve mutemberi, vanhu vakamuunganira, uye akagara pasi kuti avadzidzise. 3 Vadzidzisi vomurayiro navaFarisi vakapinda nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamuita kuti…

Johani 9

Jesu anoporesa Munhu Akaberekwa Ari Bofu 1 Akati achifamba, akaona murume akanga aberekwa ari bofu. 2 Vadzidzi vake vakamubvunza vakati, “Rabhi, ndianiko akatadza, murume uyu kana kuti vabereki vake, zvaakaberekwa…

Johani 10

Mufudzi neboka rake 1 “Ndinokuudzai chokwadi kuti munhu asingapindi mudanga ramakwai napamukova, asi anokwira kuti apinde naparutivi, imbavha uye igororo. 2 Munhu anopinda napamukova ndiye mufudzi wamakwai. 3 Murindi anomuzarurira…