Jobho 41

1 “Ungagona kukweva ngwena nechiredzo, kana kusunga rurimi rwayo netambo here? 2 Ungagona kupinza mukaro mumhino dzayo, kana kuboora rushaya rwayo nechiredzo here? 3 Ko, ingaramba ichikumbira kunzwirwa ngoni newe…

Jobho 42

1 Ipapo Jobho akapindura kuna Jehovha akati: 2 “Ndinoziva kuti imi munogona kuita zvose; hapana urongwa hwenyu hungakoneswa. 3 Mabvunza kuti, ‘Ndianiko uyu anodzikatira zano rangu iye asina zivo?’ Zvirokwazvo…