Jobho 31
1 “Ndakaita sungano nameso angu kuti ndirege kutarisa musikana noruchiva. 2 Nokuti mugove womunhu unobva kumusoro kuna Mwari ndoweiko, iyo nhaka yake inobva kuna Wamasimba Ose? 3 Ko, hakuzi kuparadzwa…
1 “Ndakaita sungano nameso angu kuti ndirege kutarisa musikana noruchiva. 2 Nokuti mugove womunhu unobva kumusoro kuna Mwari ndoweiko, iyo nhaka yake inobva kuna Wamasimba Ose? 3 Ko, hakuzi kuparadzwa…
Erihu 1 Saka varume vatatu ava vakarega kupindura Jobho, nokuti akanga akarurama pakuona kwake. 2 Asi Erihu mwanakomana waBharakeri muBhuzi, wemhuri yaRami, akatsamwira Jobho zvikuru nokuda kwokuzviruramisira kwake panzvimbo yokuti…
1 “Asi zvino, Jobho, chinzwa mashoko angu; rerekera nzeve yako pane zvose zvandinoreva. 2 Ndava kuchizoshamisa muromo wangu; mashoko angu ari pamuromo worurimi rwangu. 3 Mashoko angu anobva pamwoyo wakarurama;…
1 Ipapo Erihu akati: 2 “Inzwai mashoko angu, imi vanhu vakachenjera; nditeererei, imi vanhu vedzidzo. 3 Nokuti nzeve inoedza mazwi sokuravira kunoita rurimi chokudya. 4 Ngatinzverei pachedu kuti chakarurama ndechipi;…
1 Ipapo Erihu akati: 2 “Munofunga kuti izvi zvakarurama here? Iwe zvaunoti, ‘Ndicharuramisirwa naMwari.’ 3 Kunyange zvakadaro unomubvunza uchiti, ‘Zvinondibatsirei, uye ndinowaneiko kana nokusatadza.’ 4 “Ndinoda kupindura iwe neshamwari dzako…
1 Erihu akaenderera mberi achiti: 2 “Imbondiitirai mwoyo murefu kwechimwezve chinguva, ipapo ndichakuratidzai kuti pane zvimwe zvakawanda zvokutaura, ndakamiririra Mwari. 3 Ndinowana zivo yangu kure; ndichataura kururama kuMuiti wangu. 4…
1 “Hana yangu inorova nokuda kwezvizvi, uye mwoyo wangu unotomuka uchibva panzvimbo yawo. 2 Teererai! Teererai kutinhira kwenzwi rake, nokuunga kunobva pamuromo wake. 3 Anosunungura mheni yake pasi pedenga rose,…
Jehovha anotaura 1 Ipapo Jehovha akapindura Jobho ari mudutu akati: 2 “Ndianiko uyo anodzima zano rangu namashoko asina zivo? 3 Chizvisunga somurume; ini ndichakubvunza, uye iwe uchandipindura. 4 “Iwe wakanga…
1 “Iwe unoziva nguva inobereka ngururu here? Unocherechedza kana nondo dzichibereka vana vadzo here? 2 Unoverenga mwedzi kusvikira dzabereka here? Unoziva nguva yadzinobereka here? 3 Dzinotsivama pasi dzogobereka vana vadzo;…
1 Jehovha akati kuna Jobho: 2 “Ko, munhu anokakavadzana naWamasimba Ose angamurayira here? Anopomera Mwari mhosva ngaamupindure!” 3 Ipapo Jobho akapindura Jehovha akati: 4 “Ini handina maturo, ndingakupindurai seiko? Ndafumbira…