Jobho 21

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Teereresai mashoko angu; uku ngakuve kunyaradza kwamunondipa. 3 Ndiitirei mwoyo murefu ndichitaura hangu, uye kana ndapedza kutaura, murambe muchiseka henyu. 4 “Ko, kunyunyuta…

Jobho 22

Erifazi 1 Ipapo Erifazi muTemani akapindura akati: 2 “Ko, munhu angabatsira Mwari here? 3 Wamasimba Ose angawana mufaro weiko dai iwe wakarurama? Aibatsirwa neiko dai nzira dzako dzaiva dzakarurama? 4…

Jobho 23

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Kunyange nanhasi ndonyunyuta ndine shungu; ruoko rwake runondiremera kunyange ndiri pakugomera kwangu. 3 Dai chete ndaiziva kwandingamuwana; dai chete ndaigona kuenda kwaanogara! 4…

Jobho 24

Jobho 1 “Seiko Wamasimba Ose asingatari nguva dzokutonga? Seiko avo vanomuziva vachitarisira mazuva akadai pasina? 2 Vanhu vanobvisa mabwe omuganhu; vanofudza makwai avakaba. 3 Vanotinha mbongoro dzenherera, uye vanotora nzombe…

Jobho 25

Bhiridhadhi 1 Ipapo Bhiridhadhi muShuhi akapindura akati: 2 “Kubata ushe nokutyiwa ndezvaMwari; uye anosimbisa rugare kumusorosoro kudenga. 3 Mauto ake angaverengwa here? Ndianiko asingavhenekerwi nechiedza chake? 4 Zvino munhu angava…

Jobho 26

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Iwe wakavabatsira sei vasina simba! Wakaponesa sei ruoko rwakarukutika! 3 Izanoiko rawakapa asina uchenjeri! Uye wakaratidza njere dzakakura sei! 4 Ndianiko akakubatsira kutaura…

Jobho 27

1 Zvino Jobho akapfuurira mberi nokutaura achiti: 2 “Zvirokwazvo naMwari mupenyu, iye akaramba kundiruramisira, iye Wamasimba Ose, akaita kuti ndinzwe shungu pamwoyo wangu, 3 sezvo ndichine upenyu mandiri, iko kufema…

Jobho 28

1 “Mugodhi wesirivha uripo, nenzvimbo inonatswa goridhe. 2 Simbi inocherwa pasi, uye ndarira inonyautswa ichibva pamhangura. 3 Munhu anoita kuti rima ripere; anotsvakisisa kusvikira kumucheto chaiko, mhangura iri murima rakasviba…

Jobho 29

1 Jobho akapfuurira mberi nokutaura kwake achiti: 2 “Haiwa ndinoshuva sei mwedzi yakapfuura, iwo mazuva andairindira naMwari, 3 mwenje wake pawaivhenekera pamusoro pangu uye ndaivhenekerwa nechiedza chake ndichifamba murima! 4…

Jobho 30

1 “Asi zvino vanondiseka, varume vaduku kwandiri, madzibaba avo ndaiashora zvokuti handaivaisa pakati pembwa dzinofudza makwai angu. 2 Ko, simba ramaoko avo rakanga rine basa rei kwandiri, sezvo simba ravo…