Jobho 11

Zofari 1 Ipapo Zofari muNaamati akapindura akati: 2 “Mashoko aya ose haangapindurwi here? Ko, mutauri uyu anofanira kururamisirwa here? 3 Ko, kubvotomoka kwako kunganyaradza vanhu here? Ko, pangashaya anokutsiura paunenge…

Jobho 12

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Zvirokwazvo imi muri vanhu, uye kungwara kuchafa nemi! 3 Asi neni ndinonzwisisa semi; handisi muduku kwamuri. Ndianiko asingazivi zvinhu zvose izvi? 4 “Ndava…

Jobho 13

1 “Meso angu akaona izvi zvose, nzeve dzangu dzakanzwa dzikazvinzwisisa. 2 Zvamunoziva imi, neniwo ndinozviziva handisi muduku kwamuri. 3 Asi ndinoshuva kutaura naWamasimba Ose nokuzvidavirira mhaka yangu kuna Mwari. 4…

Jobho 14

1 “Munhu akazvarwa nomukadzi ane mazuva mashoma azere nokutambudzika. 2 Anobuda seruva agosvava; anotiza somumvuri, haagari. 3 Ko, munotarira nameso enyu kumunhu wakadai here? Ko, muchamuuyisa kuzotongwa pamberi penyu here?…

Jobho 15

Erifazi 1 Ipapo Erifazi muTemani akapindura akati: 2 “Ko, munhu akangwara angapindura zvisina njere here, kana kuzadza dumbu rake nemhepo inopisa yokumabvazuva? 3 Ko, angakakavara namashoko asina maturo, nokutaura mashoko…

Jobho 16

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Ndakanzwa zvinhu zvakawanda sezvizvi; mose muri vanyaradzi pasina! 3 Ko, kutaura kwenyu kwamadzokorora kwenguva refu hakuperiwo here? Chii chinokurwadzai kuti murambe muchiita nharo?…

Jobho 17

1 Mweya wangu waputsika, mazuva angu aitwa mashoma, guva rakandimirira. 2 Zvirokwazvo vaseki vakandipoteredza; meso angu anofanira kuramba akatarisa kutsamwa kwavo. 3 “Ndipei, imi Mwari chitsidzo chamunoda. Ndianiko achandiisira rubatso?…

Jobho 18

Bhiridhadhi 1 Ipapo Bhiridhadhi muShuhi akapindura akati: 2 “Muchapedza kutaura uku riiniko? Chimbofungai, ipapo tigotaurirana hedu. 3 Tinotorerweiko semombe nokurangarirwa samapenzi pamberi penyu? 4 Iyemi munozvibvamburanya mukutsamwa kwenyu, ko, nyika…

Jobho 19

Jobho 1 Ipapo Jobho akapindura akati: 2 “Mucharamba muchinditambudza nokundipwanya namashoko kusvikira riiniko? 3 Zvino kava kagumi kose muchingonditsoropodza; munondirwisa musina nenyadzi dzose. 4 Kana chiri chokwadi kuti ndakatsauka, kukanganisa…

Jobho 20

Zofari 1 Ipapo Zofari muNaamati akapindura akati: 2 “Ndangariro dzangu dzokutambudzika dzinondikurumidzisa kuti ndipindure nokuti ndakanganisika kwazvo. 3 Ndiri kunzwa kutsiura kunondizvidza, uye kunzwisisa kwangu kunondikurudzira kuti ndipindure. 4 “Zvirokwazvo…