Jeremia 21

Mwari anoramba chikumbiro chaZedhekia 1 Shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha panguva yakatuma mambo Zedhekia kwaari Pashuri mwanakomana waMarikija, nomuprista Zefania mwanakomana waMaaseya. Vakati, 2 “Dotibvunzirawo kuna Jehovha iye…

Jeremia 22

Kutongwa kwaMadzimambo Akaipa 1 Zvanzi naJehovha, “Burukira kumuzinda wamambo weJudha undoparidza shoko iri ikoko uchiti, 2 ‘Inzwai shoko raJehovha, imi mambo weJudha, iyemi munogara pachigaro choushe chaDhavhidhi, imi namachinda enyu…

Jeremia 23

Davi Rakarurama 1 “Vane nhamo vafudzi vari kuparadza nokuparadzira makwai amafuro angu! Ndizvo zvinotaura Jehovha. 2 Naizvozvo zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, kuvafudzi vanofudza vanhu vangu: “Nemhaka yokuti makaparadzira makwai angu…

Jeremia 24

Tswanda Mbiri Dzamaonde 1 Shure kwokutapwa kwaJehoyakini mwanakomana waJehoyakimi mambo weJudha pamwe chete namachinda, navavezi, navapfuri vesimbi veJudha vachibviswa kuJerusarema vachiendeswa kuBhabhironi naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, Jehovha akandiratidza tswanda mbiri dzine…

Jeremia 25

Makore Makumi Manomwe oUtapwa 1 Shoko rakauya kuna Jeremia pamusoro pavanhu vose veJudha mugore rechina raJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, iro rakanga riri gore rokutanga raNebhukadhinezari mambo weBhabhironi. 2 Saka…

Jeremia 26

Vanotsvaka kuuraya Jeremia 1 Pamazuva okutanga kubata ushe kwaJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakabva kuna Jehovha richiti, 2 “Zvanzi naJehovha: Mira paruvazhe rweimba yaJehovha utaure kuvanhu vose vomumaguta…

Jeremia 27

VaJudha vanofanira kushandira Nebhukadhinezari 1 Pakutanga kwokubata ushe kwaZedhekia mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakasvika kuna Jeremia richibva kuna Jehovha, richiti: 2 Izvi ndizvo zvataurwa naJehovha kwandiri: “Ita joko…

Jeremia 28

Hanania Muprofita Wenhema 1 Pakutanga kwokubata ushe kwaZedhekia mambo weJudha, mugore rechina, nomwedzi wechishanu wegore racho iroro, muprofita Hanania mwanakomana waAzuri, aibva kuGibheoni, akati kwandiri tiri mumba yaJehovha pamberi pavaprista…

Jeremia 29

Tsamba kuVatapwa 1 Zvino aya ndiwo mashoko etsamba yakatumwa nomuprofita Jeremia kubva kuJerusarema ichienda kuvakuru vakanga vasara pakati pavatapwa, navaprista, navaprofita, navamwe vanhu vose vakanga vaendeswa muutapwa kuBhabhironi naNebhukadhinezari vachibviswa…

Jeremia 30

Kuvandudzwa kweIsraeri 1 Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha richiti, 2 “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Nyora mubhuku mashoko ose andakakuudza. 3 Mazuva anouya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichadzosa…