Jeremia 11
Sungano Yaputswa 1 Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha: 2 “Teererai kumitemo yesungano iyi mugoizivisa kuvanhu veJudha nokuna vanogara muJerusarema. 3 Muvaudze kuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri,…
Sungano Yaputswa 1 Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha: 2 “Teererai kumitemo yesungano iyi mugoizivisa kuvanhu veJudha nokuna vanogara muJerusarema. 3 Muvaudze kuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri,…
Kugunun’una kwaJeremia 1 Imi munogara makarurama, iyemi Jehovha, pandinouya pamberi penyu nemhaka. Kunyange zvakadaro ndichataura nemi pamusoro pokururamisira kwenyu, ndichiti: Nemhaka yeiko nzira yavakaipa ichibudirira? Nemhaka yei vasingatendi vachirarama zvakanaka?…
Bhanhire roMucheka 1 Zvakanzi naJehovha kwandiri, “Enda undotenga bhanhire romucheka urisunge muchiuno chako, asi usarege richipinda mvura,” 2 Saka ndakatenga bhanhire, sezvandakarayirwa naJehovha, ndokurisunga muchiuno changu. 3 Ipapo shoko raJehovha…
Kusanaya kweMvura, Nzara, Munondo 1 Iri ndiro shoko raJehovha kuna Jeremia pamusoro pokusanaya kwemvura: 2 “Judha anochema, maguta ake apera simba; vanoungudza nokuda kwenyika, uye kuchema kwokwira kuchibva kuJerusarema. 3…
1 Ipapo Jehovha akati kwandiri, “Kunyange dai Mozisi naSamueri vaimira pamberi pangu, mwoyo wangu hawaiva nehanya navanhu ava. Vadzingei pamberi pangu! Regai vaende! 2 Zvino kana vakakubvunza vachiti, ‘Tichaendepiko?’ Uvaudze…
Zuva reNjodzi 1 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Haufaniri kuwana mukadzi kana kuva navanakomana kana vanasikana panzvimbo ino.” 3 Nokuti zvanzi naJehovha, pamusoro pavanakomana navanasikana vanoberekwa munyika ino…
1 “Chivi chaJudha chakanyorwa nechinyoreso chesimbi, chakanyorwa nomuromo webwe rakapinza kwazvo, pahwendefa dzemwoyo yavo nepanyanga dzearitari dzavo. 2 Kunyange vana vavo vanorangarira aritari dzavo namatanda aAshera munyasi memiti yakapfumvutira uye…
Paimba yoMuumbi weHari 1 Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha richiti, 2 “Buruka uende kuimba yomuumbi wehari, ndigokupa shoko rangu ikoko.” 3 Saka ndakaenda kuimba yomuumbi wehari,…
1 Zvanzi naJehovha, “Enda undotenga chirongo chevhu kumuumbi wehari. Uende navamwe vakuru vavanhu navaprista. 2 Muende kuMupata waBheni Hinomi, pedyo napamuromo weSuo reZvaenga. Uparidzepo mashoko andinokuudza, 3 uchiti; ‘Inzwai shoko…
Jeremia naPashuri 1 Muprista Pashuri mwanakomana waImeri, mutariri mukuru mutemberi yaJehovha, akati anzwa Jeremia achiprofita zvinhu izvi, 2 akarayira kuti Jeremia muprofita arohwe agoiswa muchitokisi paSuo Rokumusoro raBhenjamini raiva patemberi…