Isaya 41

Mubatsiri waIsraeri 1 “Nyararai pamberi pangu, imi zviwi! Ndudzi ngadzivandudze simba radzo! Ngadziswedere mberi dzitaure; ngatisanganei pamwe chete panzvimbo inotongerwa mhaka. 2 “Ndianiko akamutsa mumwe kubva kumabvazuva, akamudana nokururama kuushumiri…

Isaya 42

Muranda waJehovha 1 “Tarirai muranda wangu, wandinotsigira, musanangurwa wangu wandinofarira; Ndichaisa Mweya wangu pamusoro pake, uye achavigira ndudzi kururamisirwa. 2 Haazodanidziri kana kuridza mhere, kana kusimudza inzwi munzira dzomuguta. 3…

Isaya 43

Muponesi waIsraeri Mumwe Oga 1 Asi zvino, zvanzi naJehovha, iye akasika iwe Jakobho, iye akakuumba iwe Israeri: “Usatya, nokuti ndakakudzikinura; ndakakudana nezita rako; uri wangu. 2 Paunopfuura nomumvura zhinji ini…

Isaya 44

Israeri Musanangurwa 1 “Asi zvino chinzwa, iwe Jakobho, muranda wangu, Israeri, wandakasarudza. 2 Zvanzi naJehovha, iye akakuita, akauumba mudumbu uye iye achakubatsira: Usatya, iwe Jakobho, muranda wangu, Jeshuruni, wandakasarudza. 3…

Isaya 45

1 “Zvanzi naJehovha kumuzodziwa wake, kuna Sirasi, ane ruoko rworudyi rwandakabata kuti akunde ndudzi pamberi pake, uye kuti atorere madzimambo zvombo zvavo, kuti ndizarure mikova pamberi pake, masuo agorega kupfigwa:…

Isaya 46

Vamwari veBhabhironi 1 Bheri rinokotamira pasi, Nebho rinokotama; zvifananidzo zvavo zvinotakurwa nezvipfuwo zvinotakura mutoro. Zvifananidzo zvacho zvinotakurwa zvinorema, mutoro pazvipfuwo zvakaneta. 2 Zvinokotama uye zvinokotamira pasi pamwe chete; zvisingagoni kurwira…

Isaya 47

Kuwa kweBhabhironi 1 “Buruka, ugare muguruva, iwe Mhandara yeBhabhironi; gara pasi usina chigaro choushe, iwe Mhandara yavaBhabhironi. Hauchazonzi uri munyoro kana munhu akapfava. 2 Tora makuyo ukuye upfu; bvisa vhoiri…

Isaya 48

Israeri ino mwoyo mukukutu 1 “Inzwai izvi, imi imba yaJakobho, makatumidzwa zita raIsraeri, uye muchibva kurudzi rwaJudha, imi munoita mhiko muzita raJehovha, uye munodana kuna Mwari waIsraeri, asi musingaiti muzvokwadi…

Isaya 49

Muranda waJehovha 1 Ndinzwei, imi zviwi; inzwai izvi, imi ndudzi dziri kure; Jehovha akandidana ndisati ndaberekwa; kubva pakuzvarwa kwangu akataura zita rangu. 2 Akaita muromo wangu somunondo unopinza, akandiviga mumumvuri…

Isaya 50

Chivi chaIsraeri noKuteerera kwoMuranda 1 Zvanzi naJehovha, “Ko, tsamba yokurambwa kwamai venyu iripiko yandakavadzinga nayo? Uye ndevapiko vandakakwereta ndikazokutengesai kwavari? Makatengeswa nokuda kwezvivi zvenyu; mai venyu vakadzingwa nokuda kwokudarika kwenyu….