Isaya 21

Chiprofita pamusoro peBhabhironi 1 Chirevo pamusoro peRenje riri pedyo neGungwa: Kufanana nechamupupuri chinovhuvhuta nomunyika yezasi, mupambi anouya achibva kurenje, kubva kunyika inotyisa. 2 Ndaratidzwa chiratidzo chinorwadza. Mupanduki anopanduka, muparadzi anotora…

Isaya 22

Chiprofita pamusoro peJerusarema 1 Chirevo pamusoro poMupata weChiratidzo: Chii chinokutambudzai zvino, zvokuti mose makwira pamusoro pamatenga edzimba? 2 Haiwa guta rizere nemheremhere, haiwa guta renyonganyonga nokupembera? Vakaurayiwa venyu havana kubayiwa…

Isaya 23

Chiprofita pamusoro peTire 1 Chirevo pamusoro peTire: Ungudzai imi zvikepe zveTashishi! Nokuti Tire raparadzwa uye rasiyiwa risina imba kana pangamira zvikepe. Shoko rakasvika kwavari richibva kunyika yeSaipurasi. 2 Nyararai, imi…

Isaya 24

Kuparadzwa kweNyika naJehovha 1 Tarirai, Jehovha ari kuzoparadza nyika achiiparadza zvachose; achanyangadza kutarisika kwayo uye achaparadzira vanogaramo, 2 zvichangofanana, zvinoitirwa muprista nezvinoitirwa vanhu, zvinoitirwa vatenzi nezvinoitirwa muranda, zvinoitirwa vahosi nezvinoitirwa…

Isaya 25

Rumbidzo kuna Jehovha 1 Haiwa, Jehovha ndimi Mwari wangu; ndichakukudzai uye ndicharumbidza zita renyu, nokuti nokutendeka kukuru makaita zvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvamakaronga kare kare. 2 Makaita kuti guta rive dutu…

Isaya 26

Rwiyo rwoKurumbidza 1 Pazuva iro rwiyo urwu ruchaimbwa munyika yaJudha: Tine guta rakasimba; Mwari anoita kuti ruponeso ruve masvingo nenhare dzaro. 2 Zarurai masuo kuti rudzi rwakarurama rupinde, rudzi runochengeta…

Isaya 27

Kusunungurwa kwaIsraeri 1 Pazuva iro, Jehovha acharanga nomunondo wake, iwo munondo wake mukuru une simba uye unotyisa, Revhiatani nyoka inokurumidza, Revhiatani nyoka inogonyana; achauraya chikara chomugungwa. 2 Pazuva iro, “Imbai…

Isaya 28

Nhamo kuna Efuremu 1 Ine nhamo korona yokuzvikudza, yezvidhakwa zveEfuremu, neruva rosvava pakubwinya kworunako rwaro, riri pamusoro pemipata yakaorera yaavo vakurirwa newaini! 2 Tarira, Ishe ano mumwe ane simba uye…

Isaya 29

Nhamo kuGuta raDhavhidhi 1 Une nhamo iwe Arieri, Arieri, guta raigara Dhavhidhi! Wedzera gore pagore; uye regai nguva dzemitambo yenyu dzirambe dziripo. 2 Kunyange zvakadaro, ndichakomba Arieri; pachava nokuchema nokuungudza,…

Isaya 30

Rune Nhamo Rudzi Rwakasindimara 1 “Vane nhamo vana vakasindimara,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuna avo vanoita urongwa husati huri hwangu, vanoita sungano, asi vasingaiti noMweya wangu, vachiunganidza chivi pamusoro pechivi; 2…