Isaya 11
Davi raJese 1 Bukira richabva kudzinde raJese; Davi rinobva pamidzi yake richabereka muchero. 2 Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokunzwisisa mweya wamano nowesimba, mweya wokuziva nowokutya Jehovha, 3…
Davi raJese 1 Bukira richabva kudzinde raJese; Davi rinobva pamidzi yake richabereka muchero. 2 Mweya waJehovha uchagara pamusoro pake, mweya wenjere nowokunzwisisa mweya wamano nowesimba, mweya wokuziva nowokutya Jehovha, 3…
Nziyo dzokurumbidza 1 Pazuva iro muchati, “Ndichakurumbidzai imi Jehovha, kunyange makanga makanditsamwira, kutsamwa kwenyu kwakadzorwa uye makandinyaradza. 2 Zvirokwazvo Mwari ndiye ruponeso rwangu; ndichavimba naye uye handingatyi. Jehovha, Jehovha ndiye…
Chiprofita pamusoro peBhabhironi 1 Shoko rakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi pamusoro peBhabhironi: 2 Simudzai mireza pamusoro pechikomo chisina miti, danidzirai kwavari; muninire kwavari kuti vapinde pamasuo amakurukota. 3 Ndakarayira vatsvene vangu;…
1 Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi; achasarudza Israeri zvakare uye achavagarisa munyika yavo. Vatorwa vachabatana navo vachanamatirana neimba yaJakobho. 2 Ndudzi dzichavatora dzigovadzosera kunzvimbo yavo chaiyo. Uye imba yaIsraeri ichatora ndudzi…
Chiprofita pamusoro peMoabhu 1 Chirevo chaJehovha maererano neMoabhu: Ari romuMoabhu rava dongo, rakaparadzwa usiku! Kiri romuMoabhu rava dongo, rakaparadzwa usiku! 2 Dhibhoni rakwira kutemberi yaro, kunzvimbo dzaro dzakakwirira kundochema; Moabhu…
1 Tumirai mutero wamakawana kumubati wenyika, kubva kuSera, zvichiyambukira kurenje, kugomo roMwanasikana weZioni. 2 Kufanana neshiri yadzungaira ichisundidzirwa kubva mudendere, ndizvo zvakaita vakadzi veMoabhu pamazambuko eAmoni. 3 “Tipeiwo zano, ruramisirai….
Chirevo pamusoro peDhamasiko 1 Chirevo pamusoro peDhamasiko: “Tarirai, Dhamasiko harichazovazve guta, asi richava murwi wamatongo. 2 Maguta eAroeri achasiyiwa uye achava mafuro ezvipfuyo, izvo zvichavata pasi, pasina anozvivhundusa. 3 Maguta…
Chiprofita pamusoro peEtiopia 1 Ine nhamo nyika yokutinhira kwamapapiro inotevedza nzizi dzeEtiopia, 2 inotuma nhume nenzira yomugungwa, muzvikepe zvenhokwe pamusoro pemvura. Endai, imi nhume dzinokurumidza, kuvanhu vakareba uye vane ganda…
Chiprofita pamusoro peIjipiti 1 Chirevo pamusoro peIjipiti: Tarirai, Jehovha akatasva gore rinomhanya, uye ari kuuya kuIjipiti. Zvifananidzo zveIjipiti zviri kudedera pamberi pake, uye mwoyo yavaIjipita yonyungudika mukati mavo. 2 “Ndichakuchidzira…
Chiprofita pamusoro peIjipiti neEtiopia 1 Mugore rokusvika kwomutungamiri mukuru, kuAshidhodhi, atumwa naSarigoni mambo weAsiria, akairwisa uye akaitapa, 2 panguva iyoyo Jehovha akataura kubudikidza naIsaya mwanakomana waAmozi. Akati kwaari, “Bvisa nguo…