Habhakuki 1

1 Chirevo chakaratidzwa muprofita Habhakuki. Kugunun’una kwaHabhakuki 2 Haiwa Jehovha, ndicharamba ndichidanidzira, ndichitsvaka rubatsiro kusvikira riniko, asi musingandinzwi? Kana kudana kwamuri ndichiti, “Ndorwiswa!” asi hamundiponesi? 3 Sei muchiita kuti ndione…

Habhakuki 2

1 Ndichandomira panzvimbo yangu yokurinda ndichazviisa panzvimbo yakakwirira; ndichatarisa ndione zvaachareva kwandiri uye zvandingapindura pamusoro pokuchema uku. Mhinduro yaJehovha 2 Ipapo Jehovha akapindura achiti, “Nyora chiratidzo ichi, uite kuti chionekwe…

Habhakuki 3

Munyengetero waHabhakuki 1 Munyengetero wamuprofita Habhakuki unoimbwa neshigionoti. 2 Jehovha, ndakanzwa zvomukurumbira wenyu; haiwa Jehovha, ndinomira ndichitya mabasa enyu. Avandudzei pamazuva edu, panguva yedu ngaaziviswe; pakutsamwa kwenyu rangarirai tsitsi. 3…