Genesisi 41
Kurota kwaFaro 1 Makore maviri azere akati apfuura, Faro akarota hope: Akanga amire paNairi. 2 Uye mhou nomwe dzakanga dzakanaka, dzakakora, dzakabuda murwizi dzikafura pakati petsanga. 3 Shure kwadzo, dzimwe…
Kurota kwaFaro 1 Makore maviri azere akati apfuura, Faro akarota hope: Akanga amire paNairi. 2 Uye mhou nomwe dzakanga dzakanaka, dzakakora, dzakabuda murwizi dzikafura pakati petsanga. 3 Shure kwadzo, dzimwe…
Madzikoma aJosefa anoenda kuIjipiti 1 Jakobho akati anzwa kuti kuIjipiti kwaiva nezviyo, akati kuvanakomana vake, “Seiko muchiramba makangotarisana?” 2 Akaenderera mberi akati, “Ndanzwa kuti kuIjipiti kune zviyo. Burukai muende ikoko…
Rwendo rwechipiri rwokuenda kuIjipiti 1 Zvino nzara yakanga ichakanyanya munyika. 2 Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.” 3 Asi…
Mukombe weSirivha muSaga 1 Zvino Josefa akarayira mutariri weimba yake achiti, “Zadza masaga avarume ava nezvokudya zvakawanda zvavanokwanisa kutakura, uye uise mari yomumwe nomumwe mumuromo wesaga. 2 Ipapo ugoisa mukombe…
Josefa Anozvizivisa 1 Ipapo Josefa akanga asisagoni kuzvidzora pamberi pavashandiri vake vose, uye akadanidzira akati, “Munhu wose ngaabve pamberi pangu!” Saka pakanga pasisina mumwe munhu pana Josefa paakazvizivisa kuhama dzake….
Jakobho anoenda kuIjipiti 1 Saka Israeri akasimuka nezvose zvakanga zviri zvake, uye akati asvika kuBheerishebha, akapa zvibayiro kuna Mwari wababa vake Isaka. 2 Uye Mwari akataura kuna Israeri muchiratidzo usiku…
1 Josefa akaenda akandoudza Faro akati, “Baba vangu namadzikoma angu, pamwe chete nezvipfuwo zvavo uye nemombe dzavo nezvavo zvose, vauya vachibva kunyika yeKenani uye vava muGosheni zvino.” 2 Akasarudza vashanu…
Manase naEfuremu 1 Shure kwaizvozvo Josefa akaudzwa kuti, “Baba vako vanorwara.” Saka akatora vanakomana vake vaviri Manase naEfuremu pamwe chete naye. 2 Jakobho akati audzwa kuti, “Mwanakomana wako Josefa auya,”…
Jakobho anoropafadza vanakomana vake 1 Ipapo Jakobho akadana vanakomana vake akati, “Unganai kuti ndikuudzei zvichaitika kwamuri pamazuva anouya. 2 “Unganai muteerere, imi vanakomana vaJakobho; teererai kuna baba venyu Israeri. 3…
1 Josefa akazviwisira pamusoro pababa vake uye akachema pamusoro pavo uye akavatsvoda. 2 Ipapo Josefa akarayira varapi vaimushandira kuti vasasike baba vake Israeri. Saka varapi vakamusasika, 3 vakapedza mazuva makumi…