Genesisi 31
Jakobho anotiza kubva kuna Rabhani 1 Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.” 2…
Jakobho anotiza kubva kuna Rabhani 1 Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.” 2…
Jakobho anogadzirira kundosangana naEsau 1 Jakobho akaendawo nzira yake, uye vatumwa vaMwari vakasangana naye. 2 Jakobho akati achivaona, akati, “Uyu ndiwo musasa waMwari!” Saka akatumidza nzvimbo iyo zita rokuti Mahanaimi….
Jakobho anosangana naEsau 1 Jakobho akasimudza meso ake ndokuona hoyo Esau, achiuya ana varume mazana mana; saka akaparadzanisa vana pakati paRea naRakeri navarandakadzi vaviri. 2 Akaisa varandakadzi navana vavo pamberi,…
Dhaina navaShekemu 1 Zvino Dhaina, mwanasikana akaberekerwa Jakobho naRea, akabuda kundoshanyira madzimai enyika iyo. 2 Shekemu mwanakomana waHamori muHivhi, mutongi wenzvimbo iyo, akati amuona, akamutora akavata naye, uye akamunyadza. 3…
Jakobho anodzokera kuBheteri 1 Ipapo Mwari akati kuna Jakobho, “Kwira uende kuBheteri undogara ikoko, uye uvake aritari yaMwari ikoko, iye akazviratidza kwauri pawakanga uchitiza mukoma wako Esau.” 2 Saka Jakobho…
Zvizvarwa zvaEsau 1 Iyi ndiyo nhoroondo yaEsau (ndiye Edhomu). 2 Esau akatora mukadzi wake kubva kuvakadzi veKenani: Adha mwanasikana waEroni muHiti, naOhoribhama mwanasikana waAna, muzukuru waZibheoni muHivhi, 3 uyewo Bhasemati…
Zviroto zvaJosefa 1 Jakobho akagara munyika yakanga yambogarwa nababa vake, iyo nyika yeKenani. 2 Iyi ndiyo nhoroondo yaJakobho. Josefa jaya ramakore gumi namanomwe, akanga achifudza makwai pamwe chete namadzikoma ake,…
Judha naTamari 1 Panguva iyoyo, Judha akabva kuhama dzake akaburuka akandogara nomurume wokuAdhurama ainzi Hira. 2 Ikoko Judha akasangana nomwanasikana womumwe murume muKenani ainzi Shua. Akamuwana uye akavata naye; 3…
Josefa noMukadzi waPotifa 1 Zvino Josefa akanga atorwa akaendeswa kuIjipiti. Potifa muIjipita uyo akanga ari mumwe wamachinda aFaro ari mukuru wavarindi, akamutenga kuvaIshumaeri avo vakanga vamuendesa ikoko. 2 Jehovha akanga…
Mudiri noMubiki 1 Shure kwaizvozvo, mudiri nomubiki wamambo weIjipiti vakatadzira tenzi wavo, mambo weIjipiti. 2 Faro akatsamwira varanda vake vaviri, mudiri mukuru nomubiki mukuru, 3 akaita kuti vachengetwe mumba yomukuru…