Ezekieri 11

Kutongwa kwaVatungamiri veIsraeri 1 Ipapo Mweya wakandisimudza ukaenda neni pasuo reimba yaJehovha rakatarira kumabvazuva. Pamukova wesuo ipapo, pakanga pana varume makumi maviri navashanu, uye ndakaona pakati pavo Jaazania mwanakomana waAzuri…

Ezekieri 12

Vakatapwa 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, iwe ugere pakati pavanhu vanondimukira. Vane meso okuona asi havaoni, vane nzeve dzokunzwa asi havanzwi, nokuti vanhu vokumukira. 3 “Naizvozvo,…

Ezekieri 13

Vaprofita Venhema vanopiwa mhosva 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, profita pamusoro pavaprofita vaIsraeri vari kukuprofiterai zvino. Uti kuna avo vanoprofita zvinobva pamurangariro wavo, ‘Inzwai shoko raJehovha!…

Ezekieri 14

Vanonamata Zvifananidzo vanotongwa 1 Vamwe vavakuru veIsraeri vakauya kwandiri vakagara pasi pamberi pangu. 2 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 3 “Mwanakomana womunhu, ava vanhu vakaisa zvifananidzo mumwoyo yavo vakaisa…

Ezekieri 15

Jerusarema, muzambiringa usina maturo 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, muti womuzambiringa uri nani kupfuura davi romuti zvawo musango neiko? 3 Ko, pane danda rakambotorwa pauri here…

Ezekieri 16

Kufananidzirwa kwokusatendeka kweJerusarema 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, tsiura Jerusarema pamwe chete nezvinyangadzo zvaro 3 uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha kuJerusarema: Madzitateguru ako nokwaakaberekerwa ndiko kunyika yeKenani;…

Ezekieri 17

Makondo Maviri noMuzambiringa 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Mwanakomana womunhu, misa chinofananidzira utaurire imba yaIsraeri mufananidzo. 3 Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Gondo guru rina mapapiro ane simba,…

Ezekieri 18

Mweya unotadza uchafa 1 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 2 “Munoreveiko vanhu imi zvamunotaura tsumo iyi pamusoro penyika yeIsraeri, muchiti, “ ‘Madzibaba akadya mazambiringa anovava, uye meno avana akaita ugugu’?…

Ezekieri 19

Kuchema pamusoro paMachinda eIsraeri 1 “Chema urire pamusoro pamachinda eIsraeri 2 uti: “ ‘Mai vako vaiva shumbakadzi yakadii pakati peshumba! Yaivata pasi pakati peshumba duku uye yairera vana vayo. 3…

Ezekieri 20

Israeri yokumukira 1 Mugore rechinomwe, nomwedzi wechishanu pazuva regumi, vamwe vavakuru vavaIsraeri vakauya kuzobvunza Jehovha, vakagara pasi pamberi pangu. 2 Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti, 3 “Mwanakomana womunhu, taura…