Ekisodho 31
Bhezareri naOhoriabhi 1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Tarira ndasarudza Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, 3 uye ndamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokugona nokuziva mhando dzose dzoumhizha, 4…
Bhezareri naOhoriabhi 1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Tarira ndasarudza Bhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, 3 uye ndamuzadza noMweya waMwari, nouchenjeri, nokugona nokuziva mhando dzose dzoumhizha, 4…
Mhuru yegoridhe 1 Vanhu vakati vaona kuti Mozisi akanga anonoka kwazvo kuburuka kubva mugomo, vakaungana pana Aroni uye vakati, “Uya, tiitire vamwari vachatitungamirira. Kana ari munhu uyu Mozisi akatibudisa muIjipiti,…
1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Ibva panzvimbo ino, iwe navanhu vawakabudisa kubva muIjipiti uye ukwire kunyika yandakavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho ndichiti, ‘Ndichaipa kuzvizvarwa zvako.’ 2 Ndichatuma mutumwa…
Mahwendefa matsva amabwe 1 Jehovha akati kuna Mozisi, “Veza matombo maviri amahwendefa akaita sokutanga, uye ndichanyora paari mashoko akanga ari pamahwendefa okutanga, awakaputsa. 2 Ugadzirire mangwanani, uye ipapo ugouya pamusoro…
Mirayiro yeSabata 1 Mozisi akaunganidza ungano yose yavaIsraeri akati kwavari, “Izvi ndizvo zvinhu zvamakarayirwa naJehovha kuti muite: 2 Mubate basa, mazuva matanhatu, asi zuva rechinomwe richava zuva dzvene kwamuri, Sabata…
1 “Saka Bhezareri, Ohoriabhu uye nomunhu wose wounyanzvi apiwa unyanzvi naJehovha uye kugona kuziva maitirwo ebasa rokuvaka imba tsvene ngavaite basa sezvakarayirwa naJehovha.” 2 Ipapo Mozisi akadana Bhezareri naOhoriabhu uye…
Areka 1 Bhezareri akaita areka yamatanda omuakasia, yakareba makubhiti maviri nehafua, kubhiti rimwe nehafub paupamhi, uye kubhiti rimwe chete nehafu pakukwirira. 2 Akaifukidza negoridhe rakaisvonaka, zvose mukati nokunze, uye akaita…
Aritari yeZvipiriso Zvinopiswa 1 Vakavaka aritari yezvipiriso zvinopiswa yamatanda omuakasia, yakakwirira makubhiti matatua; yakanga yakaenzana mativi ayo mana ina makubhiti mashanub pakureba uye namakubhiti mashanu paupamhi hwayo. 2 Vakagadzira runyanga…
Nguo dzoUprista 1 Kubva pawuru yebhuruu nepepuru netsvuku, vakaita nguo dzakarukwa dzoushumiri munzvimbo tsvene. Vakaitawo nguo tsvene dzaAroni, sokurayira kwakaita Jehovha kuna Mozisi. Efodhi 2 Vakaita efodhi yegoridhe, uye wuru…
Kudzika Tabhenakeri 1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Dzika tabhenakeri, Tende Rokusangana, pazuva rokutanga romwedzi wokutanga. 3 Uise areka yeChipupuriro mairi uye ugofukidza areka nechidzitiro. 4 Upinze tafura ugoisa…