Ekisodho 21
1 “Iyi ndiyo mirayiro yaunofanira kumisa pamberi pavo: Varanda vechiHebheru 2 “Kana ukatenga muranda wechiHebheru, anofanira kukushandira kwamakore matanhatu. Asi mugore rechinomwe, anofanira kusunungurwa aende, asina chinhu chaanoripa. 3 Kana…