Ekisodho 11

Dambudziko Regumi: Rufu rwaMatangwe 1 Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Ndichauyisa rimwezve dambudziko pamusoro paFaro napamusoro peIjipiti. Shure kwaizvozvo, achakutenderai kubva pano, uye paanozviita, achakudzingirai kunze zvachose. 2 Udza…

Ekisodho 12

Pasika 1 Jehovha akati kuna Mozisi naAroni vari muIjipiti, 2 “Mwedzi uno unofanira kuva mwedzi wokutanga kwamuri, mwedzi wokutanga wegore renyu. 3 Udzai ungano yose yeIsraeri kuti pazuva regumi romwedzi…

Ekisodho 13

Kutsaurwa kwaMatangwe 1 Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Nditsaurire matangwe echirume ose. Chibereko chokutanga chechizvaro pakati pavaIsraeri ndechangu, chingava chomunhu kana chechipfuwo.” 3 Ipapo Mozisi akati kuvanhu, “Rangarirai zuva iri,…

Ekisodho 14

1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, 2 “Taurira vaIsraeri kuti vadzoke vagondodzika musasa pedyo nePi Hahiroti, pakati peMigidhori negungwa. Vanofanira kudzika misasa pedyo nepagungwa, pakatarisana neBhaari Zefoni. 3 Faro achafunga…

Ekisodho 15

Rwiyo rwaMozisi naMiriamu 1 Ipapo Mozisi navaIsraeri vakaimba rwiyo urwu kuna Jehovha: “Ndichaimbira Jehovha, nokuti iye anokudzwa zvikurukuru. Bhiza nomutasvi waro akazvikanda mugungwa. 2 Jehovha ndiye simba rangu norwiyo rwangu;…

Ekisodho 16

Mana neZvihuta 1 Ungano yose yavaIsraeri yakasimuka kubva paErimu vakasvika kuRenje reSini, riri pakati peErimu neSinai, pazuva regumi namashanu romwedzi wechipiri shure kwokubuda kwavo muIjipiti. 2 Murenje imomo ungano yose…

Ekisodho 17

Vanopiwa mvura kubva padombo 1 Ungano yose yavaIsraeri yakasimuka kubva paRenje reSini, vachifamba nzvimbo nenzvimbo sokurayira kwaJehovha. Vakadzika musasa paRefidhimi, asi pakanga pasina mvura yokuti vanhu vanwe. 2 Saka vanhu…

Ekisodho 18

Jeturo anoshanyira Mozisi 1 Zvino Jeturo, muprista weMidhiani uye ari tezvara waMozisi, akanzwa zvinhu zvose zvakaitirwa Mozisi naMwari uye nokuvanhu vake ivo vaIsraeri, uye kuti Jehovha akanga abudisa vaIsraeri sei…

Ekisodho 19

PaGomo reSinai 1 Mumwedzi wechitatu shure kwokunge vaIsraeri vabva kuIjipiti, pazuva racho iroro, vakasvika kuRenje reSinai. 2 Shure kwokusimuka kwavo kubva paRefidhimu, vakapinda muRenje reSinai, uye vaIsraeri vakadzika misasa imomo…

Ekisodho 20

Mirayiro Gumi 1 Uye Mwari akataura mashoko aya ose akati: 2 “Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti, munyika youranda. 3 “Usava navamwe vamwari kunze kwangu. 4 “Usazviitira mufananidzo wechinhu…