Ekisodho 1
VaIsraeri vanodzvinyirirwa 1 Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri vakaenda naJakobho kuIjipiti, mumwe nomumwe nemhuri yake: 2 Rubheni, Simeoni, Revhi naJudha; 3 Isakari, Zebhuruni naBhenjamini; 4 Dhani naNafutari; Gadhi naAsheri. 5…
VaIsraeri vanodzvinyirirwa 1 Aya ndiwo mazita avanakomana vaIsraeri vakaenda naJakobho kuIjipiti, mumwe nomumwe nemhuri yake: 2 Rubheni, Simeoni, Revhi naJudha; 3 Isakari, Zebhuruni naBhenjamini; 4 Dhani naNafutari; Gadhi naAsheri. 5…
Kuberekwa kwaMozisi 1 Zvino mumwe murume weimba yaRevhi akawana mukadzi, 2 uye mukadzi uyu akava nemimba akabereka mwanakomana. Paakaona kuti akanga ari mwana akanaka, akamuvanza kwemwedzi mitatu. 3 Asi akati…
Mozisi neGwenzi Raipfuta 1 Zvino Mozisi akanga achifudza makwai aJeturo tezvara wake, muprista weMidhiani, uye akatungamirira makwai kurutivi rwuri kure negwenga akasvika kuHorebhi, gomo raMwari. 2 Ikoko, mutumwa waJehovha akazviratidza…
Zviratidzo zvaMozisi 1 Mozisi akapindura akati, “Ko, kana vakasanditenda kana kunditeerera uye vakati, ‘Jehovha haana kuzviratidza kwauri’?” 2 Ipapo Jehovha akati kwaari, “Chiiko icho chiri muruoko rwako?” Akapindura akati, “Itsvimbo.”…
Zvidhina Pasina Uswa 1 Shure kwaizvozvo Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakati, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ‘Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondiitira mutambo kurenje.’ ” 2 Faro akati, “Jehovha ndianiko,…
1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Zvino uchaona zvandichaita kuna Faro. Nokuda kworuoko rwangu rune simba achavaregera kuti vaende; nokuda kworuoko rwangu rune simba achavadzinga munyika make.” 2 Mwari akatiwo…
1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi. “Tarira, ndakuita saMwari kuna Faro, uye mukoma wako Aroni achava muprofita wako. 2 Unofanira kutaura zvinhu zvose zvandinokurayira, uye mukoma wako Aroni anofanira kuudza…
1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata. 2 Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya. 3…
Dambudziko Rechishanu: Hosha pakati pezvipfuwo 1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata. 2 Kana uchiramba kuti…
Dambudziko Rorusere: Mhashu 1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro nokuti ndaomesa mwoyo wake uye nemwoyo yamachinda ake kuitira kuti ndiite zviratidzo zvangu izvi pakati pavo, 2 kuti…