Dhuteronomi 21

Kuyananisira Munhu Asingazivikanwi akamuuraya 1 Kana munhu akawanikwa akafa, akatandavara musango munyika iyo Jehovha Mwari wako ari kukupai kuti ive yenyu, uye musingazivi kuti ndiani amuuraya, 2 vakuru venyu navatongi…

Dhuteronomi 22

1 Kana ukaona nzombe yehama yako kana gwai rake rarasika, usarishayira hanya asi uone kuti waridzorera kwaari. 2 Kana hama iyi ichigara kure newe kana kuti usingaizivi kuti ndiani, ritore…

Dhuteronomi 23

Kudziviswa Kusvika paUngano 1 Hapana murume akakuvadzwa manhu ake kana kubviswa nhengo yake achapinda paungano yaJehovha. 2 Hapana munhu akaberekwa noupombwe, kana vana vake, anofanira kupinda paungano yaJehovha, kusvikira kurudzi…

Dhuteronomi 24

1 Kana murume akawana mukadzi akasafadzwa naye nokuti awana chinhu chisina kufanira paari, akamupa rugwaro rwokumuramba, uye akamudzinga kubva mumba make, 2 uye kana mushure mokunge abva mumba make akandowanikwa…

Dhuteronomi 25

1 Kana vanhu vane gakava, vanofanira kuenda kudare uye vatongi vachatonga nyaya iyi, vachiruramisira asina mhosva nokupa mhosva uyo akatadza. 2 Kana munhu ane mhosva achifanira kurohwa, mutongi anofanira kumuti…

Dhuteronomi 26

Zvibereko Zvokutanga neZvegumi 1 Kana uchinge wapinda munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako senhaka uye kana uchinge waitora nokugara mairi, 2 utore zvimwe zvezvibereko zvose zvokutanga zvauchakohwa kubva pavhu renyika…

Dhuteronomi 27

Aritari paGomo reEbhari 1 Zvino Mozisi navakuru veIsraeri vakarayira vanhu vachiti, “Chengetai mirayiro iyi yose yandinokupai nhasi. 2 Kana muchinge mayambuka Jorodhani muchipinda munyika yamuri kupiwa naJehovha Mwari wenyu, munofanira…

Dhuteronomi 28

Maropafadzo oKuteerera 1 Kana muchiteerera zvakanaka Jehovha Mwari wenyu nokuchenjerera kutevera mirayiro yake yose yandinokupai nhasi, Jehovha Mwari wenyu achakuisai pamusoro-soro pendudzi dzose dzapanyika. 2 Maropafadzo aya ose achauya pamusoro…

Dhuteronomi 29

Kuvandudzwa kweSungano 1 Aya ndiwo mashoko esungano akarayirwa Mozisi naJehovha kuti aaite navana veIsraeri munyika yeMoabhu, kupamhidzira pamusoro pesungano yaakaita navo paHorebhu. 2 Mozisi akadana vaIsraeri vose akati kwavari: Meso…

Dhuteronomi 30

Kubudirira mushure mokudzokera kuna Jehovha 1 Kana kuropafadzwa nokutukwa uku kwose kwandaisa pamberi penyu kwakuwirai uye mazviisa pamwoyo kwose kwamunoparadzirwa naJehovha Mwari wenyu pakati pendudzi, 2 uye kana iwe navana…