Dhuteronomi 11

Ude uye uteerere Jehovha 1 Idai Jehovha Mwari wenyu uye muchengete zvaakatema, mitemo yake, nemirayiro yake uye nezvaakarayira, nguva dzose. 2 Murangarire nhasi kuti vana venyu havasivo vakaona nokuziva kuranga…

Dhuteronomi 12

Nzvimbo imwe chete yokushumira muri 1 Iyi ndiyo mitemo nemirayiro yamunofanira kuchenjera kuti mutevere munyika iyo Jehovha, iye Mwari wamadzibaba enyu, yaakakupai kuti ive yenyu, mazuva ose amuchagara munyika iyi….

Dhuteronomi 13

Kunamata vamwe vamwari 1 Zvino kana muprofita, kana muuki wezviroto, akasvika pakati penyu uye akakuzivisai chishamiso kana chiratidzo, 2 zvino kana chiratidzo ichi kana chishamiso chaataura nezvacho chikaitika, zvino iye…

Dhuteronomi 14

Zvokudya Zvakachena neZvisina Kuchena 1 Imi muri vana vaJehovha Mwari wenyu. Musazvicheka kana kuzviveura pamberi pomusoro muchiitira vakafa, 2 nokuti muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Jehovha akakutsaurai kubva…

Dhuteronomi 15

Gore roKudzimwa kweZvikwereti 1 Pakupera kwamakore manomwe oga oga munofanira kudzima zvikwereti. 2 Iyi ndiyo nzira yazvinofanira kuitwa nayo: Mumwe nomumwe akapa chikwereti anofanira kudzima icho chaakakweretesa hama yake muIsraeri….

Dhuteronomi 16

Pasika 1 Rangarira mwedzi waAbhibhi upemberere Pasika yaJehovha Mwari wako, nokuti mumwedzi waAbhibhi akakubudisa kubva muIjipiti usiku. 2 Bayira Jehovha Mwari wako chipfuwo kubva pamakwai ako kana kubva pamombe dzako…

Dhuteronomi 17

1 Musabayira Jehovha Mwari wenyu mombe kana gwai rine chakaipa pariri kana rakaremara, nokuti izvozvo zvinomunyangadza. 2 Kana pakati penyu mune rimwe ramaguta amuri kupiwa naJehovha pakawanikwa murume kana mukadzi…

Dhuteronomi 18

Zvipiriso zvaVaprista navaRevhi 1 Vaprista vanova vaRevhi, zvirokwazvo rudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwe chete neIsraeri. Vachararama nezvipiriso zvinopiswa zvaJehovha, nokuti ndiyo nhaka yavo. 2 Havazovi nenhaka…

Dhuteronomi 19

Maguta oUtiziro 1 Kana Jehovha Mwari wenyu aparadza ndudzi dzaari kukupai nyika yadzo, uye kana muchinge madzidzinga mukagara mumaguta avo nedzimba dzavo, 2 ipapo muzvitsaurire maguta matatu ari pakati penyika…

Dhuteronomi 20

Kuenda kundorwa 1 Kana muchienda kundorwa navavengi venyu uye mukaona mabhiza nengoro nehondo huru kupfuura yenyu, musavatya, nokuti Jehovha Mwari, uyo akakubudisai kubva muIjipiti, achava nemi. 2 Kana muchinge mava…