Dhanieri 1

Kudzidziswa kwaDhanieri muBhabhironi 1 Mugore rechitatu rokutonga kwaJehoyakimi mambo weJudha, Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akasvika kuJerusarema ndokurikomba. 2 Uye Ishe akaisa Jehoyakimi mambo weJudha muruoko rwake, pamwe chete nemimwe midziyo yaibva…

Dhanieri 2

Kurota kwaNebhukadhinezari 1 Mugore rechipiri rokutonga kwake, Nebhukadhinezari akarota hope; pfungwa dzake dzikashushikana uye akashaya hope. 2 Saka mambo akarayira n’anga, navanofarira mazango, navaroyi, navafemberi vezvenyeredzi kuti vamuudze zvaakanga arota….

Dhanieri 3

Chifananidzo cheGoridhe neVira roMoto 1 Mambo Nebhukadhinezari akaita chifananidzo chegoridhe, chakanga chakareba makubhiti makumi matanhatua uye makubhiti matanhatub paupamhi, akachimisa pabani reDhura munyika yeBhabhironi. 2 Ipapo akadana machinda, navarayiri, namadzishe,…

Dhanieri 4

Nebhukadhinezari anorota Muti 1 Mambo Nebhukadhinezari, kuvanhu, nokundudzi navanhu vemitauro yose, vagere munyika yose: Budirirai zvikuru! 2 Ndafara kwazvo kuti ndikuzivisei zviratidzo nezvinoshamisa zvandakaitirwa naMwari Wokumusoro-soro. 3 Zviratidzo zvake zvikuru…

Dhanieri 5

Ruoko Runonyora paMadziro 1 Mambo Bherishazari akaitira makurukota chiuru mabiko makuru akanwa waini pamwe chete navo. 2 Bherishazari achiri kunwa waini yake, akarayira kuti vauyise midziyo yegoridhe neyesirivha iya yakanga…

Dhanieri 6

Dhanieri muGomba reShumba 1 Zvakafadza Dhariasi kugadza machinda zana namakumi maviri kuti vatonge muushe hwose, 2 navakuru vatatu vaiva pamusoro pavo, mumwe wavo akanga ari Dhanieri. Machinda aiva pasi pavo…

Dhanieri 7

Dhanieri anorota Mhuka Ina 1 Mugore rokutanga ramambo Bherishazari, mambo weBhabhironi, Dhanieri akarota hope, uye akaona zviratidzo mumusoro make paakanga avete pamubhedha wake. Akanyora muchidimbu, zvose zvaakarota. 2 Dhanieri akati,…

Dhanieri 8

Chiratidzo chaDhanieri cheGondohwe neMbudzi 1 Mugore rechitatu rokutonga kwaMambo Bherishazari, ini, Dhanieri, ndakaona nechiratidzo, shure kwechimwe chandakanga ndamboona kare. 2 Muchiratidzo changu, ndakazviona ndiri munhare yeShushani munyika yeEramu, muchiratidzo imomo,…

Dhanieri 9

Munyengetero waDhanieri 1 Mugore rokutanga raDhariasi mwanakomana waAhasuerasi (chizvarwa cheMedhia), uyo akaitwa mutongi pamusoro poumambo hwavaBhabhironi, 2 mugore rokutanga rokutonga kwake, ini Dhanieri, ndakanzwisisa kubva muMagwaro, sezvakataura shoko raJehovha rakapiwa…

Dhanieri 10

Chiratidzo choMunhu chaDhanieri 1 Mugore rechitatu ramambo Sirasi wePezhia, Dhanieri (iye ainzi Bheriteshazari) akazarurirwa. Shoko racho rakanga riri rechokwadi uye raireva kurwa kukuru. Akanzwisisa shoko iri nechiratidzo. 2 Panguva iyo,…