2 Timoti 1

1 Pauro, mupostori waKristu Jesu nokuda kwaMwari, maererano nechipikirwa choupenyu huri muna Kristu Jesu, 2 Kuna Timoti mwanakomana wangu anodikanwa: Nyasha, ngoni norugare zvinobva kuna Mwari Baba naKristu Jesu, Ishe…

2 Timoti 2

1 Zvino iwe mwanakomana wangu, iva nesimba munyasha dziri muna Kristu Jesu. 2 Uye zvinhu zvawakanzwa ndichitaura pamberi pezvapupu zvizhinji zvipe kuvanhu vakatendeka avo vachazozvidzidzisawo vamwe. 3 Tsungirira pamwe chete…

2 Timoti 3

Kushaya uMwari paMazuva Okupedzisira 1 Asi uzive chinhu ichi: Kuchava nenguva dzokutambudzika pamazuva okupedzisira. 2 Vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvirumbidza, vanozvikudza, vanotuka, vasingateereri vabereki, vasingatendi, vasina utsvene, 3 vasina…

2 Timoti 4

1 Ndinokurayira pamberi paMwari naKristu Jesu, achatonga vapenyu navakafa uye pamusoro pokuonekwa kwake noushe hwake kuti: 2 Paridza shoko; ugare wakagadzirira panguva yakafanira kunyange isakafanira; rayira, tsiura, uye ukurudzire nomwoyo…