2 Samueri 21

VaGibheoni vanotsivirwa 1 Panguva yokutonga kwaDhavhidhi, kwakava nenzara makore matatu achiteverana; saka Dhavhidhi akatsvaka chiso chaJehovha. Jehovha akati, “Imhaka yaSauro neimba yake yeropa; imhaka yokuti akauraya vaGibheoni.” 2 Mambo akadana…

2 Samueri 22

Rwiyo rwaDhavhidhi Rwokurumbidza 1 Dhavhidhi akaimbira Jehovha mashoko orwiyo urwu paakarwirwa naJehovha kubva muruoko rwavavengi vake vose nomuruoko rwaSauro. 2 Akati: “Jehovha ndiye dombo rangu, nhare yangu uye mununuri wangu;…

2 Samueri 23

Mashoko Okupedzisira aDhavhidhi 1 Aya ndiwo mashoko okupedzisira aDhavhidhi: “Chirevo chaDhavhidhi mwanakomana waJese, Chirevo chomurume akasimudzirwa noWokumusoro-soro, murume akazodzwa naMwari waJakhobho, muimbi wenziyo waIsraeri: 2 “Mweya waJehovha wakataura kubudikidza neni;…

2 Samueri 24

Dhavhidhi anoverenga varume vokurwa 1 Kutsamwa kwaMwari kwakava pamusoro pavaIsraeri zvakare, uye akakurudzira Dhavhidhi achiti, “Enda undoverenga vaIsraeri navaJudha.” 2 Saka mambo akati kuna Joabhu navakuru vehondo vaiva naye, “Endai…