2 Makoronike 11

1 Rehobhoamu paakasvika muJerusarema, akakurudzira imba yaJudha naBenjamini, varume zviuru zana namakumi masere zvavarwi, kuti varwisane neIsraeri vatorezve umambo hwaRehobhoamu. 2 Asi shoko iri raJehovha rakasvika kuna Shemaya munhu waMwari…

2 Makoronike 12

Shishaki anorwisa Jerusarema 1 Mushure mokunge chinzvimbo chaRehobhoamu samambo chasimbiswa, uye paakanga asimba, iye neIsraeri yose pamwe chete vakasiya murayiro waJehovha. 2 Nokuti vakanga vasina kutendeka kuna Jehovha, Shishaki mambo…

2 Makoronike 13

Abhija Mambo weJudha 1 Mugore gumi norusere rokutonga kwaJerobhoamu, Abhija akava mambo weJudha. 2 Uye akatonga muJerusarema kwamakore matatu. Zita ramai vake rainzi Maaka, mwanasikana waUrieri weGibhea. Pakava nokurwisana pakati…

2 Makoronike 14

1 Uye Abhija akazorora namadzibaba ake akavigwa muguta raDhavhidhi. Asa mwanakomana wake akamutevera kuva paumambo, uye mumazuva ake nyika yakava norugare kwamakore gumi. Asa Mambo weJudha 2 Asa akaita zvakanga…

2 Makoronike 15

Mabasa aAsa 1 Mweya waMwari wakauya pana Azaria mwanakomana waOdhedhi. 2 Akabuda kundosangana naAsa akati kwaari, “Nditeererei, imi Asa, Judha yose neBhenjamini yose. Jehovha anemi kana imi munaye. Kana mukamutsvaka,…

2 Makoronike 16

Makore Okupedzisira aAsa 1 Mugore ramakumi matatu namatanhatu rokutonga kwaAsa Bhaasha mambo weIsraeri akamukira Judha akandovakira Rama masvingo kuti arege kutendera munhu kubuda kana kupinda munyika yaAsa mambo weJudha. 2…

2 Makoronike 17

Jehoshafati Mambo weJudha 1 Jehoshafati mwanakomana wake akamutevera paumambo uye akazvisimbisa pakurwisana neIsraeri. 2 Akaisa varwi mumaguta akakomberedzwa namasvingo eJudha aya akaisa mapoka avarwi muJudha nomumaguta eEfuremu akanga atapwa nababa…

2 Makoronike 18

Mikaya anoprofita zvinopesana naAhabhu 1 Zvino Jehoshafati akava nepfuma zhinji nokukudzwa kukuru, uye akava noukama naAhabhu nokuda kwokuroorerana. 2 Zvino mamwe makore akati apfuura, iye akaenda kundoshanyira Ahabhu kuSamaria. Ahabhu…

2 Makoronike 19

Jehoshafati anogadza Vatongi 1 Jehoshafati mambo weJudha paakadzoka zvakanaka kumuzinda wake muJerusarema, 2 Jehu muoni, mwanakomana waHanani, akabuda kundosangana naye akati kuna mambo, “Mungabatsira here vanhu vakaipa uye mugoda avo…

2 Makoronike 20

Jehoshafati anokunda vaMoabhu navaAmoni 1 Shure kwaizvozvi vaMoabhu navaAmoni navamwe vaMeuni vakauya kuzorwa naJehoshafati. 2 Vamwe varume vakauya vakaudza Jehoshafati kuti, “Hondo huru kwazvo iri kuuya kuzokurwisai kubva kuEdhomu, vachibva…