2 Makoronike 1
Soromoni anokumbira Uchenjeri 1 Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akasimbisa kwazvo ushe hwake, nokuti Jehovha Mwari wake akanga anaye akamuita kuti ave mukuru kwazvo. 2 Ipapo Soromoni akataura kuIsraeri yose, kuvatungamiri vezviuru…
Soromoni anokumbira Uchenjeri 1 Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akasimbisa kwazvo ushe hwake, nokuti Jehovha Mwari wake akanga anaye akamuita kuti ave mukuru kwazvo. 2 Ipapo Soromoni akataura kuIsraeri yose, kuvatungamiri vezviuru…
Kugadzirira kuti Temberi ivakwe 1 Soromoni akada kuvaka temberi yeZita raJehovha uye nomuzinda wakewo. 2 Akatuma varume zviuru makumi manomwe kuti vave vatakuri vamabwe, navarume zviuru makumi masere kuti vave…
Soromoni anovaka Temberi 1 Ipapo Soromoni akatanga kuvaka temberi yaJehovha muJerusarema pagomo reMoria, apo Jehovha akanga azviratidza kuna baba vake Dhavhidhi. Pakanga pari paburiro raArauna muJebhusi, nzvimbo yakapiwa naDhavhidhi. 2…
Nhumbi dzomuTemberi 1 Akavaka aritari yendarira yakanga yakareba makubhiti makumi maviria, uye upamhi hwayo hwaiva makubhiti makumi maviri uye yakareba makubhiti gumib kuenda mudenga. 2 Akaita Gungwa resimbi, rakatenderera pakuvakira…
1 Basa rose rakaitwa naSoromoni patemberi yaJehovha rakati rapera, akauyisa zvinhu zvakanga zvakakumikidzwa nababa vake Dhavhidhi, zvesirivha negoridhe nemidziyo yose akazviisa mudzimba dzokuchengetera dzetemberi yaMwari. Areka inouyiswa kuTemberi 2 Ipapo…
1 Ipapo Soromoni akati, “Jehovha akati achagara mugore dema. 2 Ndakuvakirai temberi yakanaka kwazvo, nzvimbo yokuti mugare nokusingaperi.” 3 Ungano yose yaIsraeri ichakamirapo, mambo akatendeukira kwavari akavaropafadza. 4 Ipapo akati,…
Kukumikidzwa kweTemberi 1 Soromoni paakapedza kunyengetera, moto wakaburuka kubva kudenga ukapisa chipiriso chinopiswa nezvibayiro uye kubwinya kwaJehovha kwakazadza temberi. 2 Vaprista vakatadza kupinda mutemberi yaJehovha nokuti kubwinya kwaJehovha kwakanga kwakaizadza….
Zvimwe zvakaitwa naSoromoni 1 Kwapera makore makumi maviri, munguva iyo Soromoni akavaka temberi yaJehovha nomuzinda wake, 2 Soromoni akavaka patsva misha yaakanga apiwa naHiramu, akagarisa vaIsraeri mairi. 3 Ipapo Soromoni…
Mambokadzi weShebha anoshanyira Soromoni 1 Mambokadzi weShebha paakanzwa mbiri yaSoromoni, akauya kuJerusarema kuti amuedze nemibvunzo yakaoma kwazvo. Akasvika navanhu vazhinji kwazvo nengamera akatakura zvinonhuwira, goridhe rakawanda, namatombo anokosha, akauya kuna…
Israeri inopandukira Rehobhoamu 1 Rehobhoamu akaenda kuShekemu, nokuti vaIsraeri vose vakanga vaenda ikoko kundomuita mambo. 2 Jerobhoamu mwanakomana waNebhati paakanzwa izvi (aiva kuIjipiti, kwaakanga aenda achitiza Mambo Soromoni), akadzoka kubva…