2 Madzimambo 21
Manase Mambo weJudha 1 Manase akanga ava namakore gumi namaviri paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mashanu namashanu. Zita ramai vake rainzi Hefizibha. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, achitevera…
Manase Mambo weJudha 1 Manase akanga ava namakore gumi namaviri paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mashanu namashanu. Zita ramai vake rainzi Hefizibha. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, achitevera…
Bhuku roMurayiro Rinowanikwa 1 Josia akanga ava namakore masere paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi matatu nerimwe. Zita ramai vake rainzi Jedhidha mwanasikana waAdhaya; aibva kuBhozikati. 2 Akaita zvakanaka…
Josia anovandudza Sungano 1 Ipapo mambo akaunganidza vakuru vose veJudha neJerusarema pamwe chete. 2 Akakwidza achienda kutemberi yaJehovha navarume veJudha, navanhu veJerusarema, vaprista navaprofita, navanhu vose kubva kuvaduku kusvikira kuvakuru….
1 Mumazuva okutonga kwaJehoyakimi Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akakunda nyika, Jehoyakimi akava muranda wake kwamakore matatu. Asi akazoshandura pfungwa dzake akamukira Nebhukadhinezari. 2 Jehovha akatuma vaBhabhironi navaAramu navaMoabhu uye navaAmoni kuti…
Kuwa kweJerusarema 1 Naizvozvo mugore repfumbamwe rokutonga kwaZedhekia, pazuva regumi romwedzi wegumi, Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akaenda kundorwisana neJerusarema nehondo yake yose. Akavaka misasa akakomberedza guta uye akavakawo nhare dzakanga dzakarikomberedza….