2 Madzimambo 11

Ataria naJoashi 1 Ataria mai vaAhazia vakati vaona kuti mwanakomana wavo akanga afa, vakapfuurira mberi nokuparadza veimba youmambo vose. 2 Asi Jehoshebha, mwanasikana waMambo Jehoramu nehanzvadzi yaAhazia, vakatora Joashi mwanakomana…

2 Madzimambo 12

Joashi anogadziridza Temberi 1 Mugore rechinomwe raJehu, Joashi akava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore makumi mana. Zita ramai vake rainzi Zibhia; vaibva kuBheerishebha. 2 Joashi akaita zvakanaka pamberi paJehovha pamakore…

2 Madzimambo 13

Jehoahazi Mambo weIsraeri 1 Mugore ramakumi maviri namatatu raJoashi mwanakomana waAhazia mambo weJudha, Jehoahazi mwanakomana waJehu akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore gumi namanomwe. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha…

2 Madzimambo 14

Amazia Mambo weJudha 1 Mugore rechipiri raJehoashi mwanakomana waJehoahazi mambo weIsraeri, Amazia mwanakomana waJoashi mambo weJudha akatanga kutonga. 2 Akanga ava namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema…

2 Madzimambo 15

Azaria Mambo weJudha 1 Mugore ramakumi maviri namanomwe raJerobhoamu mambo weIsraeri, Azaria mwanakomana waAmazia mambo weJudha akatanga kutonga. 2 Akanga ava namakore gumi namatanhatu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema kwamakore…

2 Madzimambo 16

Ahazia Mambo weJudha 1 Mugore regumi namanomwe raPeka mwanakomana waRemaria, Ahazia mwanakomana waJotamu mambo weJudha akatanga kutonga uye akatonga muJerusarema kwamakore gumi namatanhatu. 2 Ahazia akanga ava namakore makumi maviri…

2 Madzimambo 17

Hoshea Mambo weIsraeri wokupedzisira 1 Mugore regumi namaviri raAhazia mambo weJudha, Hoshea mwanakomana waEra akava mambo weIsraeri muSamaria, uye akatonga kwamakore mapfumbamwe. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita…

2 Madzimambo 18

Hezekia Mambo weJudha 1 Mugore rechitatu raHoshea mwanakomana waEra Mambo weIsraeri, Hezekia mwanakomana waAhazia mambo weJudha akatanga kutonga. 2 Akanga ava namakore makumi maviri namashanu paakava mambo, uye akatonga muJerusarema…

2 Madzimambo 19

Kununurwa kweJerusarema kunoziviswa 1 Mambo Hezekia akati achizvinzwa, akabvarura nguo dzake akafuka masaga akapinda mutemberi yaJehovha. 2 Akatuma Eriakimi mutariri womuzinda wamambo, naShebhina munyori navatungamiri vavaprista, vose vakapfeka masaga, kumuprofita…

2 Madzimambo 20

Kurwara kwaHezekia 1 Mumazuva iwayo Hezekia akarwara zvokuda kufa. Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akaenda kwaari akati, “Zvanzi naJehovha: Gadzira imba yako, nokuti uchafa, hausi kuzorarama.” 2 Hezekia akatendeukira kumadziro uye…