2 Madzimambo 1

Jehovha anotonga Ahazia 1 Mushure mokufa kwaAhabhu, vaMoabhu vakamukira Israeri. 2 Zvino Ahazia akanga awira pasi napawindo rekamuri reimba yake yapamusoro kuSamaria akakuvara. Saka akatuma nhume akati kwavari, “Endai mundobvunza…

2 Madzimambo 2

Eria anoenda kuDenga 1 Jehovha paakanga ava kuda kutora Eria nechinyamupupuri kuti amuendese kudenga, Eria naErisha vakanga vari munzira vachibva kuGirigari. 2 Eria akati kuna Erisha, “Gara pano, nokuti Jehovha…

2 Madzimambo 3

VaMoabhu vanomukira Joramu 1 Joramu, mwanakomana waAhabhu akava mambo weIsraeri muSamaria mugore regumi namasere raJehoshafati mambo weJudha, uye akatonga kwamakore gumi namaviri. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, asi haana kuita…

2 Madzimambo 4

Mafuta eChirikadzi 1 Zvino mukadzi womumwe murume weboka ravaprofita akadanidzira kuna Erisha akati, “Muranda wenyu, murume wangu, afa, uye munoziva kuti iye aitya Jehovha. Asi zvino uyo waakanga atorera chikwereti…

2 Madzimambo 5

Naamani Anoporeswa Maperembudzi 1 Zvino Naamani, mukuru wehondo yamambo weAramu, aiva munhu mukuru kwazvo pamberi patenzi wake uye aikudzwa zvikuru, nokuti kubudikidza naye, Jehovha akapa mambo weAramu kukunda. Aiva murwi…

2 Madzimambo 6

Demo rinopapamadzwa pamusoro pemvura 1 Zvino boka ravaprofita rakati kuna Erisha, “Tarisai, nzvimbo yatinosangana nemi yatiitira diki kwazvo. 2 Ngatiendei kuJorodhani, mumwe nomumwe wedu andotora danda ikoko; uye tigozvivakira ikoko…

2 Madzimambo 7

1 Asi Erisha akati, “Inzwai shoko raJehovha. Zvanzi naJehovha: Nenguva yakaita seino mangwana, seyaa roupfu hwakatsetseka richatengeswa neshekeri rimweb uye maseya maviric ebhari neshekeri pasuo reSamaria.” 2 Ipapo mukuru anova…

2 Madzimambo 8

Mukadzi muShunami anodzorerwa munda wake 1 Zvino Erisha akanga ati kumukadzi waakararamisira mwanakomana wake, “Enda kure iwe neimba yako unogara chero paunogona kugara, nokuti Jehovha akarayira nzara ichapedza makore manomwe…

2 Madzimambo 9

Jehu anozodzwa kuti ave Mambo weIsraeri 1 Muprofita Erisha akadana murume aibva kuboka ravaprofita akati kwaari, “Chizvisunga chiuno chako, utore chinu chamafuta ugoenda kuRamoti Gireadhi. 2 Kana wasvikako, utsvake Jehu,…

2 Madzimambo 10

Mhuri yaAhabhu inourayiwa 1 Zvino muSamaria maiva navanakomana vaAhabhu makumi manomwe. Saka Jehu akanyora matsamba akatumira kuSamaria achiti: kuvabati veJezireeri, kuvakuru navachengeti vavana vaAhabhu. Akati, 2 “Panongosvika tsamba iyi kwamuri,…