1 VaTesaronika 1

1 Pauro, Sirasi naTimoti, Kukereke yavaTesaronika muna Mwari Baba naIshe Jesu Kristu: Nyasha norugare ngazvive nemi. Anovonga vaTesaronika paKutenda kwavo 2 Tinogara tichivonga Mwari nokuda kwenyu mose, tichikutaurai muminyengetero yedu….

1 VaTesaronika 2

Ushumiri hwaPauro muTesaronika 1 Munoziva, hama, kuti kushanya kwedu kwamuri hakuna kuva pasina. 2 Takanga tambotambudzika uye tikatukwa muFiripi, sezvamunoziva, asi norubatsiro rwaMwari wedu hatina kurega kukuparidzirai vhangeri rake pakati…

1 VaTesaronika 3

1 Saka patakanga tisingagoni kuramba takamira, takafunga kuti zvaiva nani kuti tisare toga paAtene. 2 Takatuma Timoti, anova ndiye hama yedu nomushandi waMwari pamwe chete nesu pakuparadzira vhangeri raKristu, kuti…

1 VaTesaronika 4

Kuraramira Kufadza Mwari 1 Pakupedzisira, hama, takakurayirai kuti munofanira kurarama sei kuitira kuti mugofadza Mwari, sezvamuri kurarama. Zvino tinokukumbirai uye tinokukurudzirai muna She Jesu kuti murambe muchiita izvi uye muchiwedzera….

1 VaTesaronika 5

1 Zvino, hama, kana dziri nguva kana misi hatifaniri kuti tikunyorerei, 2 nokuti imi munoziva kwazvo kuti zuva raShe richauya sembavha usiku. 3 Vanhu pavanenge vachiti, “Rugare norunyararo,” kuparadzwa kuchasvika…